Wed Dec 06 2023 12:53:47 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-12-06 12:53:48 +00:00
parent 31017387a6
commit e54b26853d
5 changed files with 7 additions and 9 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\c 5 \v 1 Kuvakuru vari pakati penyu, ndinokumbira hangu somukuru pamwe chete nemi, nechapupu chamatambudziko aKristu, uye somumwewo achazogovana navo mukubwinya kuchazoratidzwa ndichiti: \v 2 2 Ivai vafudzi veboka raMwari riri pasi penyu, muchibata savatariri, musingazviiti nokuroveredzwa, asi nokuda kwokuti munoda, sezvinodikanwa naMwari kuti muve; musingakariri mari, asi muchishingaira pakushanda; \v 3 3 musingaremedzi vaya vakaiswa kwamuri, asi muve muenzaniso kuboka. \v 4  Uye mufudzi mukuru paachaonekwa, muchapiwa korona yokubwinya isingaori.
\c 5 \v 1 Kuvakuru vari pakati penyu, ndinokumbira hangu somukuru pamwe chete nemi, nechapupu chamatambudziko aKristu, uye somumwewo achazogovana navo mukubwinya kuchazoratidzwa ndichiti: \v 2 Ivai vafudzi veboka raMwari riri pasi penyu, muchibata savatariri, musingazviiti nokuroveredzwa, asi nokuda kwokuti munoda, sezvinodikanwa naMwari kuti muve; musingakariri mari, asi muchishingaira pakushanda; \v 3 musingaremedzi vaya vakaiswa kwamuri, asi muve muenzaniso kuboka. \v 4 Uye mufudzi mukuru paachaonekwa, muchapiwa korona yokubwinya isingaori.

View File

@ -1,5 +1 @@
\v 5 \v 6 \v 7 5 Saizvozvo, imi majaya, muzviise pasi pavaya vari vakuru. Imi mose, pfekai kuzvininipisa kuno mumwe nomumwe, nokuti, “Mwari anodzivisa vanozvikudza asi anopa nyasha kuna vanozvininipisa.”
6 Naizvozvo, muzvininipise, pasi poruoko rune simba rwaMwari, kuti agokusimudzirai munguva yakafanira. 
7 Kandai paari kufunganya kwenyu kwose nokuti anokuchengetai.
\v 5 Saizvozvo, imi majaya, muzviise pasi pavaya vari vakuru. Imi mose, pfekai kuzvininipisa kuno mumwe nomumwe, nokuti, Mwari anodzivisa vanozvikudza asi anopa nyasha kuna vanozvininipisa. \v 6 Naizvozvo, muzvininipise, pasi poruoko rune simba rwaMwari, kuti agokusimudzirai munguva yakafanira. \v 7 Kandai paari kufunganya kwenyu kwose nokuti anokuchengetai.

View File

@ -1,3 +1,3 @@
\v 8 \v 9 8 Muzvidzore uye musvinure. Muvengi wenyu dhiabhori anofamba-famba achiomba seshumba inotsvaka waingadya. 
\v 8 \v 9 Muzvidzore uye musvinure. Muvengi wenyu dhiabhori anofamba-famba achiomba seshumba inotsvaka waingadya. 
9 Mumudzivise, mumire makasimba mukutenda, nokuti munoziva kuti hama dzenyu munyika yose dziri kutambudzika saizvozvo.

View File

@ -1,3 +1,3 @@
\v 10 \v 11 10 Uye Mwari wenyasha dzose, akakudanirai kukubwinya kwake kusingaperi muna Kristu, mushure mokumbotambudzika kwechinguva chiduku, achakuponesai uye achakusimbisai, agokumisai zvakasimba uye agokutsigisai. 
11 Ngaave nesimba nokusingaperi-peri. Ameni.
 Ngaave nesimba nokusingaperi-peri. Ameni.

View File

@ -78,6 +78,8 @@
"04-12",
"04-15",
"04-17",
"05-title"
"05-title",
"05-01",
"05-05"
]
}