Wed Dec 06 2023 12:51:46 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-12-06 12:51:47 +00:00
parent c189b31d32
commit 31017387a6
3 changed files with 3 additions and 12 deletions

View File

@ -1,5 +1 @@
\v 17 \v 18 \v 19 17 Nokuti inguva yokuti kutonga kutange mumba maMwari; uye kana kuchitanga nesu, zvichazoveiko kuna vaya vasingateereri vhangeri raMwari? 
18 Uye, “Kana zvichiremera akarurama kuti aponeswe, ko, asingazivi Mwari nomutadzi vachazovei?”
19 Saka zvino, vaya vanotambudzika nokuda kwaMwari vanofanira kuzviisa kuMusiki wavo akatendeka uye vagoramba vachiita zvakanaka
\v 17 Nokuti inguva yokuti kutonga kutange mumba maMwari; uye kana kuchitanga nesu, zvichazoveiko kuna vaya vasingateereri vhangeri raMwari? \v 18 Uye, “Kana zvichiremera akarurama kuti aponeswe, ko, asingazivi Mwari nomutadzi vachazovei?” \v 19 Saka zvino, vaya vanotambudzika nokuda kwaMwari vanofanira kuzviisa kuMusiki wavo akatendeka uye vagoramba vachiita zvakanaka.

View File

@ -1,7 +1 @@
\c 5 \v 1 \v 2 \v 3 \v 4 Kuvakuru vari pakati penyu, ndinokumbira hangu somukuru pamwe chete nemi, nechapupu chamatambudziko aKristu, uye somumwewo achazogovana navo mukubwinya kuchazoratidzwa ndichiti: 
2 Ivai vafudzi veboka raMwari riri pasi penyu, muchibata savatariri, musingazviiti nokuroveredzwa, asi nokuda kwokuti munoda, sezvinodikanwa naMwari kuti muve; musingakariri mari, asi muchishingaira pakushanda; 
3 musingaremedzi vaya vakaiswa kwamuri, asi muve muenzaniso kuboka. 
4 Uye mufudzi mukuru paachaonekwa, muchapiwa korona yokubwinya isingaori.
\c 5 \v 1 Kuvakuru vari pakati penyu, ndinokumbira hangu somukuru pamwe chete nemi, nechapupu chamatambudziko aKristu, uye somumwewo achazogovana navo mukubwinya kuchazoratidzwa ndichiti: \v 2 2 Ivai vafudzi veboka raMwari riri pasi penyu, muchibata savatariri, musingazviiti nokuroveredzwa, asi nokuda kwokuti munoda, sezvinodikanwa naMwari kuti muve; musingakariri mari, asi muchishingaira pakushanda; \v 3 3 musingaremedzi vaya vakaiswa kwamuri, asi muve muenzaniso kuboka. \v 4  Uye mufudzi mukuru paachaonekwa, muchapiwa korona yokubwinya isingaori.

View File

@ -77,6 +77,7 @@
"04-10",
"04-12",
"04-15",
"04-17",
"05-title"
]
}