twx_tit_text_reg/03/09.txt

1 line
320 B
Plaintext
Raw Normal View History

\v 9 Asi, ngwarira mabuyo oupendzi, wedzindza yokusazvirana, nekureketa ngendha ye mutemo. Izvo zviro azvina ruremekedzo azvibhatsiri. \v 10 Ramba nachipi chinoundza kuparadzana kwenhu, pakupera kubuirwa kwe kamwe kana kazviri, \v 11 uziwe kuti munhu uyu wakatseteka mugwandza rakanaka urikutadza utchidzisunga patchake.