twx_tit_text_reg/03/04.txt

1 line
240 B
Plaintext
Raw Permalink Normal View History

\v 4 Asi kana kunaka kwaMwari, Muponesi wedu, nerudo rwake rakawuya kuuwanhu, \v 5 Iyena akatiponesa, akatitora nokudha kwekubharwa kutswa, akatitchinja muMwiya Mutsweni, haiwa nemabhasa atanga taita nokururama, asi maererano nengoni dzake.