2022-12-11 16:00:26 +00:00
|
|
|
\v 3 Mazamu ako akatingana matwindzi edzoma. \v 4 Mutsipa wako wakaita tingana chongwe yakagadzirwa nonyanga dzo ndzoo; Madziso ako akatingana tchimbo tchinogara pamutcheto pomusowo woBhati Rabhimi. Mhino yako yakarungama tingana chongue yeRebhanoni rinowoneka kuDamasiko.
|