twx_num_text_reg/07/45.txt

1 line
319 B
Plaintext

\v 45 Tchinhama tchimwe, nbhongoro imwe, bhira rimwe ropa gore pakupsikwa, \v 46 Gokotokoto rimwe rotchikono rokuworera, \v 47 Uye kuti ayite tchiphiriso tchinopinda, nghombe nbiri, nbhongoro chanu, makotokoto machanu, nbhongoro chanu, mabhira machano wo pagore, Izvi ndizvo zvakaita zvipo zva Eliasafe, mwana wa Deuel.