twx_num_text_reg/29/07.txt

1 line
375 B
Plaintext

\v 7 Patsiku yetchigumi yemwedzi wetchinomwe, mjunofanira kuzoita umwe musangano muswene kuti mukudze Yahsweh uye munofanira kuzozwininipisa uye mosama kusendza patsikuyo. \v 8 Mozopasa tchimwe tchipo tchekupiswa kuti tchibhare kumwe kunuhira kunodyakadza kuna Yahweh. Mozopasa kabhira kamwe, bhira rimwe ne makwai manomwe ekono ane gore rimwe. Anofanira kuwa asina kukuwara.