twx_num_text_reg/29/02.txt

1 line
188 B
Plaintext

\v 2 Munofanira kuzopasa kuna Yahweh tchimwe tchipo tchekupiswa, tchinobhara kumwe kunuhira kunodyakadza; kabhira kamwe, bhira rimwe ne makwai manomwe ekono ane gore rimwe, asina kukuwara.