1 line
456 B
Plaintext
1 line
456 B
Plaintext
\c 15 \v 1 Zwadharo Yahweh wobuya kuna Mozesi, etchiti: \v 2 "Buya ne anhu eIziraeri wetchiti: 'Mukapinda munyika yamutchagara, iyo yamutchapiwa na Yahweh, \v 3 munozogadzirira tchimwe tchipo tchemunuhiro unodhakadza Kwari: tchipo tchekupiswa, kana tchimwe tchipiriso, kana tchipiriso kuitira kuita kumwe kuzwipira, kana kuti tchimwe tchipo tchekudha kwake munhu, kana kuti tchimwe tchipo tche amwe mabhiko enyu, uye zwitchaizwa ne nhombe kana makwai enyu. |