\v 33 Yanga itchiripo nhama pakti pomaziwo awo, issati yatsengwa, chunga dza Ishe padzakauya kuno nbumba, uye Ishe waka kuwadza kuno nbumba no kutukwa kukuru. \v 34 Uye wakadhaindza nbuto iya Quibrote-Hataava, nokudhara apona akaiga nbumba yokusirira. \v 35 Ku Quibrote- Hataava wakahanbissa nbumba Hazerote, uye akaimi ku Hazerote.