\v 11 Uye zvakayita pa gore frotchipiri, pamwedzi wotchipiri, pamwedzi makumi mairi, wokuti makuta akabhudha pamusoro po themberi rotchapupu. \v 12 Uye atchabhudha ana wo Isiraeri pakuhanba kawo muthambe ro Sinai; uye makuta akaimira mu thambe ro ParĂ£. \v 13 Uye akahanba pokutanga pakudzwa na Ishe ngopakati pa Mosesi.