Fri Sep 13 2024 06:29:13 GMT-0700 (Pacific Daylight Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2024-09-13 06:29:13 -07:00
parent 3868b9164c
commit 6b27a8e0d4
3 changed files with 3 additions and 1 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 23 \v 24 Namazuva iwayo ndakaonawo vamwe vaJudha vakanga vawana vakadzi veAshidhodhi, naAmoni, naMoabhu;
\v 23 Namazuva iwayo ndakaonawo vamwe vaJudha vakanga vawana vakadzi veAshidhodhi, naAmoni, naMoabhu. \v 24 Vana vavo vaitaura zvimwe nechiAshidhodhi, vasingagoni kutaura rurimi rwavaJudha, asi rurimi rwamarudzi iwayo.

1
13/25.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 25 Ndikaita nharo navo, ndikavatuka, ndikarova vamwe vavo, ndikataura vhudzi ravo, ndikavapikisa naMwari, ndichiti, Hamufaniri kupa vanakomana vavo vakunda venyu, kana kutorera vanakomana venyu vakunda vavo, kunyange nemiwo. \v 26 Ko Soromoni mambo waIsiraeri haana kutadza pazvinhu izvi here? Kunyange zvakadaro pakati pendudzi zhinji pakanga pasina mambo akafanana naye, naye akanga akadikanwa naMwari wake, Mwari akamuita mambo wavaIsiraeri vose; kunyange zvakadaro naiye akatadziswa navakadzi vatorwa. \v 27 Ko zvino tingakuteererai kuti muite chinhu ichi chakaipa chikuru, mutadzire Mwari wedu muchiwana vakadzi vatorwa here?

1
13/28.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 28 Zvino mumwe wavanakomana vaJoyadha mwanakomana waEriashibhi mupirisiti mukuru, akanga ari mukwambo waSanibharati muHoroni; saka ndakamudzinga abve kwandiri. \p 29 \v 29 Muvarangarirei henyu, Mwari wangu, nokuti vakasvibisa upirisiti nesungano youpirisiti neyavaRevhi.