twx_jon_text_reg/04/04.txt

1 line
220 B
Plaintext

\v 4 Yahweh akati: Kakatenderwa kutsamwa kwako? \v 5 Zwadharo Jona wobhudha muguta uye woenda kogara kumava zua kwaro. Ipona woita tchimwe tchitumba uye wogara pasi patcho, pavute, kuti awone ngazwipi zwaizoitika muguta.