twx_hos_text_reg/11/08.txt

1 line
353 B
Plaintext
Raw Normal View History

\v 8 Nditchakusia sei, Efraimo. Nditchakupereka sei, Iziraeri. Nditchakuita sei se Adma. Kana se Zeboimo. Mwoyo wangu urikubhatikana mukati Mangu; tsitsi Dzangu dzese dzavunduswa. \v 9 Inini andizoisi kunyangadzwa Kwangu; andiparadzi Efraimo. Nekuti Inini ndini Mwari haiwa munhu; Inini ndini Muswene pakati penyu, uye andizowiyi ne kunyangadzwa Kwangu.