Fri Apr 29 2022 13:33:45 GMT+0530 (Hora padrão da Índia)
This commit is contained in:
parent
aa57be92ae
commit
cad149d717
|
@ -1 +1 @@
|
|||
Awaki wotanga kuwaka tyemberi ya Yahweh. Izwo zwakaita kuti mapirisita awiye akafveka matchira awo uye ne trombone, uye marevi, ana a Asafe, arumbidze Yahweh ne zwiridzwa, maererano ne zwitarwa zwa David, mambo we Iziraeri, zwainge atongera. Iwona woimba wetchirumbidza uye wetchitenda kuna Yahweh, etchiti: "Iyena wakanaka. Wimbiso Yake yekutendheka kune Iziraeri inogara iripo kwenda ne kwenda". Anhu ese akatchema nekudhakarisisa uye ne rumbidzo kuna Yahweh nekuti tyemberi yainge yatangwa
|
||||
\v 10 Awaki wotanga kuwaka tyemberi ya Yahweh. Izwo zwakaita kuti mapirisita awiye akafveka matchira awo uye ne trombone, uye marevi, ana a Asafe, arumbidze Yahweh ne zwiridzwa, maererano ne zwitarwa zwa David, mambo we Iziraeri, zwainge atongera. \v 11 Iwona woimba wetchirumbidza uye wetchitenda kuna Yahweh, etchiti: "Iyena wakanaka. Wimbiso Yake yekutendheka kune Iziraeri inogara iripo kwenda ne kwenda". Anhu ese akatchema nekudhakarisisa uye ne rumbidzo kuna Yahweh nekuti tyemberi yainge yatangwa kuwakwa.
|
|
@ -69,6 +69,7 @@
|
|||
"03-01",
|
||||
"03-03",
|
||||
"03-06",
|
||||
"03-08"
|
||||
"03-08",
|
||||
"03-10"
|
||||
]
|
||||
}
|
Loading…
Reference in New Issue