twx_ezr_text_reg/05/06.txt

1 line
197 B
Plaintext
Raw Normal View History

\v 6 Iyi ndiyo tsamba yakatumirwa na Tetanai, Setar-Bozenai uye ne mashamwari awo kuna Dario, mambo. \v 7 Iwona akatumira imwe tsamba yezwiitwa etchiti kuna mambo Dario: "Rugare rese ngariwe nemwi.