twx_exo_text_reg/32/33.txt

1 line
421 B
Plaintext

\v 33 Ishe wakati kuna Mosesi:" Uya unotchitema kandiri, munhu uyu nditchamupfudza muzvitarhwa zvangu. \v 34 Zvino enda, uye sesedza nbunbva iyi panbuto iye yandakakubvundza. Wona, Ngirosi yangu itchayenda nberi kako. Nokudharo zuwa rokuti Inini nditchaashupha, Inini nditchashupha ngonhaya yozvitema zvawo'''. \v 35 Nokudharo Ishe wakatuma madhanbudziko kuno nbunba nokuti akagadzira mufaninidzo, iya yakayizwa na Arao.