\v 6 Naizvo, Mosesi uye na Arao akayitika, nokutendeka zviya zvaanga abvundzwa na Ishe. \v 7 Mosesi wanga ano makumi manomwe womakore, uye Arao, makumi manomwe no matatu wo makore, paakabuya kuna Farao.