\v 10 Ishe wakati kuna Mosesi:" Enda dzamara pano nbunba. nhamasi uye na mangwana itchenese kandiri. uye ita kuti atore matchirawo. \v 11 Garai makagadzira pazuwa rotchitatu, nokuti, pazuwa rotchitatu, Inini, Ishe, nditchahwirira ku dhunhu Sinai.