From 38d0eeeeb42166bdf28d3b2b95b2c13640368cef Mon Sep 17 00:00:00 2001 From: tsDesktop Date: Wed, 11 Sep 2024 06:33:00 -0700 Subject: [PATCH] Wed Sep 11 2024 06:33:00 GMT-0700 (Pacific Daylight Time) --- 09/23.txt | 1 + 1 file changed, 1 insertion(+) create mode 100644 09/23.txt diff --git a/09/23.txt b/09/23.txt new file mode 100644 index 0000000..dceb39a --- /dev/null +++ b/09/23.txt @@ -0,0 +1 @@ +\v 23 Nokuti ndiwo mazuva vaJudha avakazorodzwa nawo pavavengi vavo, nomwedzi wavakashandurirwa nawo kuchema kwavo ukava mufaro, uye zuva rokuchema rikava zuva rakanaka; uye kuti vaaite mazuva omutambo noomufaro, nookutumirana zvinonaka uye zvipo kuvarombo. \p 25 \v 24 asi shoko iri rakati richisvika kuna mambo, iye ndokuraira nemwadhi kuti zano iri rake rakaipa raakafunga pamusoro pavaJudha, ridzoserwe pamusoro wake, uye kuti iye navanakomana vake vasungirirwe pamatanda. \p 26 \v 25 Naizvozvo vakatumidza zita ramazuva iwayo Purimi nezita rePuri. Zvino nokuda kwamashoko ose emwadhi iyo, nezvavakaona pamusoro pechinhu icho, nezvavakaitirwa \ No newline at end of file