twx_dan_text_reg/02/36.txt

1 line
342 B
Plaintext

\v 36 Idzi ndhidzo hope; titchadzi dhudzira pamberi pamambo. \v 37 Imwimwi. mambo, muri mambo womadzimambo; Mwari wokudhenga woumambo wenyu, simba, neumambo. \v 38 Uye panogara anaowanhu, zwinyama zwomuchango, uye chiri dzomudhenga, ayena wakupasa munyara dzako, uye wakaita kuit ugare nesimba pamusuro pezwese; iwewe uri musos]ro wegoridhe.