twx_dan_text_reg/01/01.txt

1 line
375 B
Plaintext

\c 1 \v 1 Mugore rotchitatu rokutonga kamambo Joakim, mambo wokuJuda, Nabukodonosor, mambo wokuBhabhironia, wakauya kuJerusarema, uye wakaipamba. \v 2 Uye Mwari waipasa munyara dzaJoakim, mambo wokuJuda, uye nemudziyo yaibhudha munyumba yaMwari, uye wakaiunzinsa kunyika yeSinari, wetchiendesa kunyumba yezwimwari zvawo; uye wakakanda mudziwo munyumba yokupfuma yamwari wake.