twl_mat_text_reg/02/11.txt

1 line
267 B
Plaintext

\v 11 Adhopinda mumba, adhowona mwana naMaria mai watche; adhombwera pasi, adhomunamata; adhosudzula pfuma yawo, adhomupfupira mali, nazvinhuhwira, namvula. \v 12 Adoti wawudziwa pakulota naDhedza, kuti aleke kuwunza kunaHerode, adhoyenda kudziko yawo nainango nzira.