twl_mat_text_reg/01/20.txt

1 line
365 B
Plaintext

\v 20 Tsono adhoti achikumbukira izvozvi, nangatsa nhumwe ya Dhedza adhozviwonesa kunaiwo pakulota, adhoti, Josefa, mwana nhulume wa Davide namphodi kuita wuchi kutola Maria, mukadzi wako, tangwe chaadhopasiwa mukati mache ndi chamudzimu wabwino. \v 21 Iye achapona mwana nhulume, anzomupasa zita lakuti Jeso, nakuti ndiye achachidza wanhu wache pazvakuyipa zvawo.