twl_mat_text_reg/18/18.txt

1 line
372 B
Plaintext

\v 18 Tchokwadhi ninyaira kwamipo , zvese zvamumanga pasipano , zvimanguiwa na kudzulu, zvese zvamutsudzura pasipano nakudzulu zvatsuduliwa. \v 19 Ninyaira kwamipo penango avirivo vabvirana pasipano patchinhu tchibhodzi tchakumbira ,atchiitiriwa na Baba vangu aguere kudzulu. \v 20 Pakuti popo padhoungana aviri kana atatu pazita langu ,ndiguere pabhodzi naivo.