twl_mat_text_reg/15/18.txt

1 line
294 B
Plaintext

\v 18 Asi zvibula mumulomo, zvibula mumoyo; ndizvo zvisvibisa munhu. \v 19 Nakuti mumoyo mubula zvakukumbuka zvakuyipa, nakubaya, nawufewe, nawupombwe, nakuba, nakupupula zvakunhepa, nakutaya Dhedza; \v 20 ndizvo zvisvibisa munhu; asi kudyiya namanja yatchanati yashamba, zvisvibisa lini munhu.