twl_mat_text_reg/13/54.txt

1 line
409 B
Plaintext

\v 54 Adhosvika kunhika yatche, adhowapfunzisa musinagoge lawo, apakalepo adhoshamisika, adhoti: Munhu uyu wawona kupi kutchenjera uku namabasa yantsimba. \v 55 Ko ndiyelini mwana nhulume wanhakusema iyeyu. Ko amayi watche akhalilini Mariya, na adhiki watche Djakobho, naDjosefa, naSimini, naDjudhasi . \v 56 Nahanzwadzi dzatche dzese hadzisi pakati patigere .ko iye adhozviwona poyi zvinhu izvozvi zvose.