twl_mat_text_reg/13/34.txt

1 line
263 B
Plaintext

\v 34 Zvinhu zvese Djeso adhowawudza namifananidzo; alibe kunhayira tchinhu kunayiwo asingafananidze; \v 35 Kuti zviyitike zvidhonhayiriwa namupolofita, atchiti: nditchavhula mulomo wangu namifananidzo, ndinhayira zvikhadhosvisva kuyambira pakukonzewa kwa dziko.