twl_mat_text_reg/13/27.txt

1 line
255 B
Plaintext

\v 27 Tsono alanda wamwene wamumba adhowuya, adhoti kunaiwo: Ishe, mulibe kudzwala mbewu yabwino mumunda mwenhu. munda wayawona poyi mashawa. \v 28 Adhoti kunayiwo: Munhu unondizonda wayita zvozvi. anhabasa adhoti kunayiwo: Ko mudha kuti tikayawunganidze.