twl_mat_text_reg/13/22.txt

1 line
300 B
Plaintext

\v 22 Adhodzwala pakati pamwinza, ndiye anomva nhaya; tsono kukumbuka kwa nhika nakupuntswa kwakudhala zvinjunga nhaya, ne kuzvala. \v 23 Idhodzwahwa mulimvu labwino, ndiye unomva nhaya, atchilimvitsitsa; ndiye azvala zvibereko, anango atchiyita zana, anango makumi matanhatu, munango makumi matatu.