twl_mat_text_reg/10/14.txt

1 line
290 B
Plaintext

\v 14 Mubhodzi nabhodzi anleka kutambira, kana kumva mafala yenhu, kana mutchibula pamumba iyoyo kana kumbuto iyoyo, mukuhumule pfumbi ligere pantsoka dzenhu. \v 15 Tchakwadhi tchakwadhindilewa kunaimipa, madziko yaSodhoma naGomora dzilelukiriwa na ntsiku yakutongewa, kupinda mbuto iyoyo.