twl_mat_text_reg/07/11.txt

1 line
300 B
Plaintext

\v 11 Tsono kana imipa mudhoyipa mutchiziwakupasa wana wenhu mubayiro wabwino, atsano wenhu ali kudzulu ampindiridzatini kupereka zvinhu izvi zvabwino iwo ankhumbira kunaiwo. \v 12 Tsono zvinhu zvose zvamudha kuti wanhu akuyitirei, muwaitire naimipa ninga dhenzipo, nakuti ndiwo mutemo nawapolofita.