twl_mat_text_reg/03/07.txt

1 line
384 B
Plaintext

\v 7 Pakalepo adhoti achiwona wanhu azinji wawaFalisi nawaSaduse, achiwuya kudzotchudziwa, adhoti kunaiwo; Wana wanhoka, mbani adhokuwudzai kuti mutize kukalipa kunzowuya. \v 8 Napakalepo zvalai zvizvahwa zvidhothemera kutendewuka. \v 9 Namphodhi kukumbuka kunhayira mumoyo menhu, kuti; Abrahama ndiababa wendu, nakuti ninthi kunaimipa Dhedza, wungamutsira Abrahama wana pamabwe aya.