twl_mat_text_reg/12/43.txt

1 line
458 B
Plaintext

\v 43 Tsono tchidzimu tchakuyipa tchikabula kumunhu, tchidzungayira pambuto dziribe mvula, utchinangatsa kufema, nekufema. \v 44 Tsono anti: ndiwunza kumusha kwangu kwandidhobula; asi utchisvika, uyiwona iribe kumanikidzika, idhoswayiriwa, yayitiwa bwino. \v 45 Tsono uyenda , katola inango midzimu minomwe iyiposa nakuyipa, nakupinda, nakumugala; kupedzisira kwamunhu iyeyu wakuyipa kuposa kuyamba kwatche. Zviyita ninga izvozvo basi nadzinza iloli lakuyipa