twl_mat_text_reg/12/24.txt

1 line
293 B
Plaintext

\v 24 Tsono aFalisi adhoti atchizvimva, adhoti: Munhu iyeyu abirisa lini mweya yakuyipa, asi naBeerzeburi, mulumbwana wa mweya yakuyipa. \v 25 Tsono Djeso aziwa kufunga kwawo, adoti kunayiwo: Wushe ubhodzi nawubhodzi uzvipesanisa, wupaladziwa; nambuto kana mumba inzvipesanisa, ingamire rini.