\v 13 Nakuti wapolofita wese namutemo kuwapolofita kusvikira kunaDhohwani. \v 14 Peno mutchidha kuzvitambira, ndiye Eriya akhanhayiriwa kuti awuya. \v 15 Ananzewe kudzomva, ngaamve.