\v 15 Gwalayi apolofita wakunhepa,awuya kunaimipa anazvakusimira zvatchinamato, asi mukakati ndi mathika yanzonga. \v 16 Munzowaziwa nazviyito zvawo. Mazambiringa yatcherewa paminzwa, peno mbuyu parukota; \v 17 Na pakalepo muti mubhodzi namubhodzi wabwino wuzvala zvizvahwa zvabwino, tsono muti wakuyipa wuzvala zvizvahwa zvakuyipa.