mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/08/24.txt

1 line
255 B
Plaintext

\v 24 Akasimudza maziso iey akati: '' Ndinoona wanhu wakafanana nemiti wachifamba''. \v 25 Zwino akamubata zve maziso ake; Iye akataresa achibva poreswa akatanga kuona zwose zvakanana. \v 26 Jesu akamuendesa kumba;akamutaurera kuti: '' usapinde mumusha''.