1 line
300 B
Plaintext
1 line
300 B
Plaintext
\v 11 Wafarese wakaswika wakaita bhopoto naye.Wakakumbira zwiratidzo zwekundenga kuti wamuendze. \v 12 Akarwadziwa zwikuro akati: ''Ne dzindza iro rinotsanga zwiratidzo? kwokwandi ndinoti kwamuri:akuna chiratidzo chinopuwa dzindzan iro''. \v 13 Ipapo akawasiya akapinda zve muchekepe akawabuka mhiri. |