Fri Apr 28 2023 06:49:53 GMT+0100 (Western European Summer Time)

This commit is contained in:
Tomussone José Machinga 2023-04-28 06:49:53 +01:00
commit 7d1008b7c0
42 changed files with 84 additions and 2 deletions

1
20/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 20 \v 1 Zwakaitika kuti, nerimwe zuwa Jesu watchidzidzisa wanhu muthemberi atchiparidza vangeri; wakaswika wakuru wakuru wema prista uye ne wanyori, pamwetchete ne wakuru \v 2 uye wakamuvundza: ''Titaurire, ne simba ripi raunoita zvinhu izwi? Uye ndiyani akupa simba iri?''.

1
20/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Iye akawadhaira: ''Neniwo ndinokupai muvundzo: Nditaurirei kuti \v 4 rubabatidzo ra Johani raiwa rekudhenga kana kuti re wanhu?''.

1
20/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Iwo waitaurirana patchawo, watchiti: '' Kana tikamundaira kuti 'nderekudhenga', Iye atchati: ' nei musina kutenda kwaari?' \v 6 Asi tikati: 'kuwanhu,' wanhu wese watchatitema, nekuti iwo wanotenda kuti Johani Mubabatidzi waiwa muporofita''.

1
20/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Ipapo iwo wakawadhaira kuti tanga tisinga nziwi kuti ndewekupi. \v 8 Uye Jesu akawati: ''Neniwo andinga tauriwo kuti ndinoita nesimba ripi''.

1
20/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Jesu akatanga kutaura kuwanhu mufananidzo uyu: ''umwe murume akasima muzambiringa, akawusia kuwarimi uye akabudha kuna baba wake panguwa repfu. \v 10 Munguwa yekukowa, akatuma umwe muranda kuwarimi, kuti amupe mitchero ye muzambiringa. Asi warimi akamutchaya uye akamuita kuti adzokere ne maoko asina tchinhu.

1
20/11.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 11 Ipapo akatuma wamwe waranda na iwowo akawa roowa, akawa ninipisa akawadzokesa namaoko asina tchinhu. \v 12 Iye akatuma mumwe wetchitatu, asi iwo zwekare akamukwadza akamudzinga.

1
20/13.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 13 Zwino muridzi wemuzambiringa akati: 'Tchi tchandinga ita?Nditchatuma mwana komana wangu wandinodha. Pamwe watchamuremekendza'. \v 14 Asi warimi pawakazizua,wakatanga kutaurirana patchawo, atchiti: Uyu ndie mungari wenhaka.Ngatimu uraye, kuti nhaka iwe yedhu.'

1
20/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 15 Iwo wakamumbhundisa mumunda wemuzambiringa wakamuwuraya.Zwino, tchi, tchitchaita murindzi wemunda? \v 16 Iye atchauya kunzoparadza iwo warimi uye watchapa munda wamwe warimi.'' Pawakatswa izwo, akati: ''izwi ngazwisaitike!

1
20/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Asi Jesu watchitarisisa, akawati: ''Zwiri kurewei zwinhu izwi zwakanyorwa: 'Igwe rakaraswa newawaki,? \v 18 Munhu wese atchadhonha pambhuwe iri atchaita zwidhimbu; ari munhu atchawirwa naro ritchamukuya''.

1
20/19.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 19 Munguwa imwetchete ,wanyori newapirisita wakuru waitswaka tchikodzero tchekumusunga, asi nekuti akaziwa mufananidzo wewakataurirwa waitaura iwo. \v 20 Asi waithia wanhu. wakamutcheretchedza ,wakatuma wanyori, waihita se wanhu wakarurama,kuti wamumbate pamachoko ake, kuti wamuise kuwuche nesimba rewatongi.

1
20/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 Zwinho iwo wakamubvudza, atchiti: ''Mudzidzisi, tinozwizia kuti munotaura uye munodzidzisa zwakarurama, musingatendi zwinowonekwa ne wanhu, asi munodzidzisa ndzira yaMwari maererano netchokwadi. \v 22 isu takatenderwa here kumbadara mutero kuna Kesari?''

1
20/23.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 23 Asi Jesu atchizia kunyengera kwawo akawati: \v 24 Ndiratidzei dhenari. Rine mufananidzo weunhoro reani?'' Uye iwo akawadaira: ''Ya Sezari''.

1
20/25.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 25 Jesu akawati: ''Zwino ipai Sezari zva Sezari uye zvaMwari kuna Mwari''. \v 26 Zvino Wakatadza kumubhata pakutaura kwake pamberi pewanhu, asi nekushamisika kweminduro Yake, iwo wakanyarara.

1
20/27.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 27 Atchiswedhera wamwe waSadhusi, wanoti akuna kumuka, \v 28 wakabvudza watchiti: ''Mudzidzisi, Mozisi akatinyorera kuti, kana hama yemunhu ikafa, asi yakarorwa uye isina mwana, iye anofanira kutora chirikadzi oitcheketa pachikamu che hama yake.

1
20/29.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 29 Paiwa nhe hama dzaikwana manomwe. Wekutanga akarorwa akafa asina mwana; \v 30 Wetchiwiri zwekare \v 31 wetchitatu akarora chirikadzi, uye wese wari wanomwe, zvekare awana kusia wana,uye wakafa. \v 32 Mukuguma, mukadzi akafawo. \v 33 zwino, mukumuswa, ndiani atchawa murume watcho? nekuti wese waiwa warorwa''.

1
20/34.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 34 Jesu akawataurira: ''Wana wemunhika munho wanorora uye wanopana mutchato: \v 35 asi iwo atchataurirwa na Mwari wakafanira kuwana nyika iyo ne kumuka kuwakafa, awawani uye awawaniswi. \v 36 iwo Iwo awafanir kufazwe,uye wakaedzana nekuti wakaedzana ne watumwa uye awe wanawaMwari,watchiwa wana wekumuka.

1
20/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Ruka Tchitsauko 20

1
24/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 24 \v 1 Asi, pazuwa rekutanga viki, mangwanani iwo wakayenda kumakuwa, wakatora zvinonuhira zvakanga wagadzidzirira. \v 2 Iwo wakaswikira bhuwe rabviswa; \v 3 asi, watchipinda awana kuswikira mukumbi wa Ishe Jesu.

1
24/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 4 Asi watchiri kubviringika nezvakanga zvaitika. Ipapo, warume wawiri wakaswika pawari pamwetchete nawo, ne hembe dzaipenyo. \v 5 Wakadzi wakatya uye, wakatsikitsira hope dzawo, iwo akati kuna wakadzi: ''Nguei metchitswaga munhu mupenhu pakati pewakafa?

1
24/06.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 6 Iye asi paano, wakamuka! Mutchaziwa here zvawakataura kwamuri, paaganga ari mu Garireya, \v 7 atchiti kuti Mwanakomana we Munhu anofarirwa kuiswa mumawoko we warume watadzi nekurowererwa uye, nezuwa retatu atchizomuka''.

1
24/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Asi wakadzi akarangarira mashoko Ake. \v 9 Uye, wakadzoka kubva kumakuwa, akataura izvi zvese kune gumi nemwumwe uye newese. \v 10 Maria Madarena, Joana na Maria, mai wa Jakhobo, uye newaya wakanga wanawo wakataura mashoko aya kune wadzidzi wa Jesu.

1
24/11.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 11 Asi wadzidzi awana kutenderana nezvakataura ne wakadzi, mashoko aya akaita sewupenzi. \v 12 Pita pazvese akasimuka akamhanya kumakuya. Atchiri ikona akatarisa mukati, akawona madjira anga akamonyerwa. Akadzokera kumba atchishamisika nezvaakanga zvayitika.

1
24/13.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 13 Nezuwa iroro, wawiri wawo watchienda pane imwe nzvimbo inozwi Emausi, makumi matanhatu kubva ku Jerusarema. \v 14 Uye aiyenda atchibuya nezvese zvakanga zvaitika.

1
24/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 15 Zvakaita kudai, Atchitaura iwo wetchikanidzana, Iye Jesu akakwedhera uye akatanga kufamba nawo. \v 16 Asi madziso awo akapofomadzwa kuti arege kumuwona Iye.

1
24/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Jesu akawapa mubvundzo: Ndezvipi zvamunotaura metchifamba?''. \v 18 Uye akamira akatsamwisika. Umwe wawo, waizi Creopasi akadhaira: ''Ndiwe wega usingaziwi zvinhu zvakaitika mu Jerusarema mazuwa ano?''.

1
24/19.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 19 Iye akawati: ''Ndezvipi zvirikuyitika?''. Iwo wakadhaira: ''Zvinotaura ne pamusoro pa Jesu we Nazareta, Uyo wakanga wari muprofita mukuru pama bhasa uye pa mashoko, pamberi pa Mwari ne pamberi pe wanhu wese, \v 20 uye wapirista wakuru newedhu watongi wakamupira kuti watongerwe rufu nekumurowerera.

1
24/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 Isu tai tarisira kuti atchawa Iye atchasunungura Izraeri. Parezvino, nhasi izuwa retchitatu, zuwa rekuti izvi zvese zvakaitika.

1
24/22.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 22 Itchokwadhi kuti wamwe wakadzi pakati pedhu watishamisa, wakayenda mangwanani kumakuwa. \v 23 Uye awana kuwona mutumbi wa Jesu, wakadzokera watchiti takawona tchiratidzo tchengirosi, dzetchiti Iye mupenyu. \v 24 Wamwe wakanga wanesu wakaenda ku makuwa zvakanga zvetchitaurwa newakadzi; asi awana kumuWona''.

1
24/25.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 25 Jesus pakarepo wakati: '' imi warume mapedzi munemoyo unonoka kutendera zwakataurwa newaporofita! \v 26 Zwakanga zwisina kufanira kukondzera kuti Kristo atambure nezwinhu izwi kuti apinde mukugwinya kwake?''. \v 27 Ipapo, achitanga na Mosesi newamwe waporofita, akadudzira zwese zwakanyorwa, zwaitaura pamusoro pake.

1
24/28.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 28 Pahanga warikuswika munarawunda, kwa waiyenda, Jesu akaita se apfurira mberi. \v 29 Asi iwo akamumanikidza Iye achiti: ''Garai nesu, nekuti wa usiku uye zuwa rakudoka''. uye akapinda kuti agare nawo.

1
24/30.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 30 Iye zwekare wari Pantafura nawo, akatora tchigwa wakachiropafadza, akachimedura akawapa kwaari. \v 31 Ipapo, madziso ake akadvurika, iwo akadva amuzia, uye Iye akatsakatika pamberi pawo. \v 32 Iwo akataurirana patchawo: ''Yanga isingatswi moyo yedhu, Iye achititaurira tiri mudzira uye aitidzidzisa Magwaro?''.

1
24/33.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 33 Panguwa iyoyo, wakasimuka wakadzokera ku Jerusarema. Iwo wakaswikira gumi nechimwe wakaungana ne wakanga wainawo, \v 34 wakati: ''Zwirokwazwo Iche wakamuka uye akauya kuna Simoni''. \v 35 Ipapo, wakataurira zwinhu zwakaitika munzira uye kuti Jesu akazikwana sei nawo paai medhura tchingwa.

1
24/36.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 36 Pakanga achitaura zwinhu izwi, Jesu akauya pakati pawo uye akawati: ''Rugare ngariwe kwamuri!''. \v 37 Uye wakavunduka nekutya, wakafunga kuti waiwona mweya.

1
24/38.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 38 Asi Jesu akati: ''Ngei mutchinetseka? Ngei mutchishushikana mumoyo menyu? \v 39 Wonai mawoko Angu uye ne makumbo Angu, Ndini tchaiko! Ndibhatei muwone. Mweya awuna nyama kana godho se zwamuri kuwona zwandiri''. \v 40 Paakataura izwi, akaratidza mawoko ne makumbo.

1
24/41.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 41 Uye, iwo wasati watenda, nekudha kwemufaro watchichamisika, Jesu akati kwaari: ''Munetchinhu tchekurya?''. \v 42 Akamupa dhimbu rimwe re howe yakakotshuwa. \v 43 Jesu akatambira uye akarya pamberi pawo.

1
24/44.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 44 Iye akati kwawari: ''Pandanga ndiri nemwi, imi mayiti: zwanga zwakakonzera kuti zwidzadziswe zwese zwakanyorwa pamusoro pangu pamutemo wa Mosesi, nekuwaPorofita uye nekuwaPisarema''.

1
24/45.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 45 Ipapo, akawavura pfungwa dzawo kuti waswisise Magwaro. \v 46 Uye akawati: ''Se zwakanyorwa kuti Kristu atchafa uye atchamuka kuwakafa ne zuwa re tchitatu. \v 47 Kuti Muzita Rake waparidzirwe rutendeuko uye nekuregererwa zwitadzo ku marudzi ese, retchitanga Ku Jerusarema.

1
24/48.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 48 \v 49 Imi muri wapupuri we zwinhu izwi. Tarirai Ini ndichatuma tchipikirwa tcha Baba Wangu kunemwi; asi mirirai muguta kuswikara mapfekedzwa mweya wekumusorosoro''

1
24/50.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 50 Ipapo, Jesu akawatungamirira kundze paduze ne Betania. Uye, akasimudza mawoko Ake, akawakomborera. \v 51 Zwakaitika kuti, Iye atchiwakomborera, akapfundikira uye akatorwa kwenda kundega.

1
24/52.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 52 Ipapo, iwo wakamunamata uye akadzokera ku Jerusarema ne mufaro mukuru. \v 53 Iwo akaramba wari muntemberi, watchirumbidza Mwari.

1
24/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Ruka Tchitsauko 24

View File

@ -34,7 +34,8 @@
"parent_draft": {},
"translators": [
"Carlitos Joao Pedro",
"Tomussone José Machinga"
"Tomussone José Machinga",
"Valis Marques"
],
"finished_chunks": [
"front-title",
@ -108,6 +109,46 @@
"09-28",
"09-30",
"09-34",
"09-37"
"09-37",
"20-01",
"20-03",
"20-05",
"20-07",
"20-09",
"20-11",
"20-13",
"20-15",
"20-17",
"20-19",
"20-21",
"20-23",
"20-25",
"20-27",
"20-29",
"20-34",
"24-title",
"24-01",
"24-04",
"24-06",
"24-08",
"24-11",
"24-13",
"24-15",
"24-17",
"24-19",
"24-21",
"24-22",
"24-25",
"24-28",
"24-30",
"24-33",
"24-36",
"24-38",
"24-41",
"24-44",
"24-45",
"24-48",
"24-50",
"24-52"
]
}