mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/09/38.txt

1 line
337 B
Plaintext

\v 38 Sezvo Rida yakanga iri padunze ne Jope, wadzidzi pawakanzwa kuti Petro ari ikoko, wakatuma warume wairi, wachikumbira kuti wasanonoke kuya kwaari. \v 39 Petro, asimuka, akaenda nawo; paakasvika akaenda kumba yekumusoro, chirikadzi dzose dzakamukombredza, waichema, wachimuratidza majasi nedzimwe nguo Dorcas akaita pakanga arinawo.