mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/09/23.txt

1 line
235 B
Plaintext

\v 23 Mazuwa mazhinji apfura, Wajuda wakawirirana kumuuraya. \v 24 Asi Sauro akanzwa nezverangano yawo; iwo wairidira musiwo, zuwa nemausiku, kuti wamuuraye. \v 25 Nokudaro wadzidzi, asvika manheru, wakamuburutsa arimudengu parusvingo.