mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/09/20.txt

1 line
364 B
Plaintext

\v 20 Munasigagoge waiparidza Kristu, wachiti uya ndiye Mwanakomana waMwari. \v 21 Wese wainzwa waichamiswa nazvo, waiti: Asi iwo here aiparadza waya waidanidzira zira iri? Ndizvo zvawinga kuno, kuti awasungwe kuwaendesa kuwakuru wemaprisita? \v 22 Asi Sauro aindza nepanogona napo, aivhiringika wajuda wairarama kuDhamasiko, achiwa ratidza kuti Jesu ndiye Kristu.