mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/09/10.txt

1 line
359 B
Plaintext

\v 10 KuDhamsiko kwakanga kune umwe mudzidzi, ainzi Ananiasi; Ishe wakati muchiratidzo: Ananiasi! Iye akapidura: ndiripano Ishe!: \v 11 Simuka, henda kutsvimbo inonzi nzira bvudza kumba kwaJudasumwe anonzi Sauro, weTasasi; nekuti iye akunamata. \v 12 Iye akawona muchiratidzo, umwe murume anezita raAnaniasi, aipinda, kwaari oisa muwoko, kuti adzoke achiwona.