mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/09/01.txt

1 line
240 B
Plaintext

\c 9 \v 1 Sauro, aityisa achichidzira wadzidzi waIshe kuda kuwauraya, akaenda kune wakuru wemaprisita. \v 2 Akakumbira tsamba kuti aenda kuDhamasiko, kumasinagoge, kuti aone amwe mumzira iyo, mukadzi kana murume, kuti awasunge kuJerusarema.