\v 31 Naizwozwo makereke ose akanga arimuJudea neGarerea, nekuSamaria, ngadziwe ne rugare, dzaisimbiswa; uye waifamba wachatya Ishe, Wachinyardzwa neMweya Mutswene, zvaipetwa. \v 32 Zvakaitika kuti, Petro, achifura kutsvimbo dzose, akauya kune wayswene waigara ku Rida