Fri Dec 08 2023 22:06:13 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
Tomussone José Machinga 2023-12-08 22:06:18 +02:00
commit ac550ff33d
431 changed files with 939 additions and 0 deletions

1
01/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 1 \v 1 Ini ndakaita bhuku rekutanga, na Teofero, pane zvinhu zvese zvaakatanga Jesu, nekuita kana kuti nekudzidzisa; \v 2 Kusvikra muzuwa raakagamuchiwa kumusoro, Nekuda kweMweya Mutswene akapa murairo kuwapostora waakasarudza; \v 3 Kune wayawo, wakatabudzika, akasviratidza mupenyu nezviratidzo zvijinji; akawonekwa nawo nemazuwa anopfura magumi mana, uye achitaura zvinhu zvakawadzika zveumambo waMwari.

1
01/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 4 Uye, wakawungana, akawati wasabhude muJerusarema, asi wachimirira chipo chakawimbiswa na Baba wangu (Iye akati) zvamakanzwa. \v 5 Nekuti Johani wakababatidza ne mvura, asi muchababatidza neMweya Mutswene, kwete mazuwa majinji anopfura aya.

1
01/06.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 6 Naizwozwo waya wakaugana wakamubvudza, achiti: Ishe, wakudzosera ushe kuwaIsraeri panguwa ino here? \v 7 Uye iye Akawati: Awazvisi kwamuri kuti muziwa kunguwa kana musi wakataurwa na Baba nesimba rawo pachawo. \v 8 Asi imi muchagamuchira simba reMweya Mutswene, ichauya pamusoro penyu; uye muchawa wapupuri wangu, kuJerusarema kunge kuJudhea, nekuSamaria, kusvikira kutsvimbo yekumapeto kwenyika.

1
01/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Uye apedza kutaura zvinhu izvi, iwo pawai muwona, iye akatorwa nekumusoro, uye gore rikawafukidza pamaziso awo. \v 10 Uye iwo wanemaziso akatarisa kudenga, iye paakaenda, warume wairi wane guwo dzichena akawa pamberi pawo; \v 11 Iwo wakati: Murume mugararea, murikutariserei kudenga? Jesu iwo, akatorwa nekumusoro achienda kudenga, achauya sekudara, mawoneru amaita achienda kudenga.

1
01/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Nokudaro iwo wakadzokera kuJerusarema kungomo raizvi remiorivhi, iri paduze neJerurarema mugwanza reSabata. \v 13 Uye pawakapida, kweimba repamusoro, ndipo pakagara Petro, Jakobho, Andirea, Firipi, Tomasi, Bhatoromeo, Mateo, Jakobho mwana waArifeasi, Simoni Zeroti uye Juda munu'una waJakobho. \v 14 Wese awa wakaramba wakamira pamunamato wachiwirirana, pamwechete nawakadzi, na Maria mai waJesu, uye newanu;una wake.

1
01/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 15 Mazuwa iwawo, wanhu wajinji wakawungana wanhu wanosvika zana namaku mawiri, Petro akasvimuka pakati pewadzidzi akati: \v 16 Warume hama, zvinofanirwa kuzadziswa zvakanyorwa, kuti Mweya Mutswene, nepakati pemurumo waDhavhidhe, akazviona kuna Juda, akabatsira kutungamirira waya wakasunga Jesu.

1
01/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Nekuti iye akawerekwa nesu, uye akanga anemugowe weushumiri unhu. \v 18 Nekuti iwo, mubairo waakawana nekuda kwezvakaipa, uye akadona musoro pasi, akazvigura na pakati, uye zvemukati zvese zwakabuda panze. \v 19 Uye izvi zvakazikanwa newese wagare weJerusarema, tsvimbo iya inodaidzwa nerurimi rwaro rinonzi Akeridhama, iwo niwo munda weropa.

1
01/20.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 20 Nekuti zvakanyorwa mubhuku remapisarema: musha weke ngauwe dongo, uye kakurege kuya nemunhu anoramo; uye kuti amwe ngatore tzvimbo yake yeutugamirire.

1
01/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 Naizwozwo zvakafanira, kuti warume wawiri wakatiperekedza nguwa dzose kuti Ishe Jesu anopinda wachibuda nesu, \v 22 Zvichitanga kubva kwerubabatidzo raJohani, kusvikira mazuwa ano kuti iye akagamuchirwa kumusoro, zvinowa zvapupu zvedu kubva paakamuka. \v 23 Uye anoratidza wawiri: kuna Josefa anonzi Bareseba, iye anerimwe zita rinonzi akarurama; na Mathias.

1
01/24.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 24 Uye wachinamata, wakati: Imi, Ishe, munoziwa moyo yemunhu wose, munoratidza wawiri wamakasarudza. \v 25 kuti amwe umwe wekuchumira uye newapostore, Juda akatsauka akaenda kutsvimbo yake. \v 26 Uye wakamukandira mijenya; uye mijenya yakawira pana Matiasi. uye iye akatanga kuweregwa panegumi nomumwe kuwapostora.

1
01/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 1

1
02/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 2 \v 1 Uye ichizadziswa zuwa rePendekosti, wakanga wakaungana wese pamzvimbo imwe chete. \v 2 Uye pakarepo pakatinhira sekwemhepo inovhuvhuta nesimba kwakabva kudenga kukazadza umba wose yawakanga wegere. \v 3 Wakaona zvakanga zvaitika sendimi dzemoto dzakaparadzana uye dzakamhara pamusosoro pemumwe na mumwe wawo. \v 4 Uye wese wakazadzwa neMweya Mutswene, uye wakatanga kutaura nendimi, sekupowa kwawaitwa neMweya.

1
02/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Uye kwakanga kune wajuda waigara muJerusarema, wauya netsitsi, uye tsvimbo yese pasi pedenga. \v 6 Uye wakati wanzwa kutinhira, wajinji wakaogana; uye wachamiswa, nekuti umwe ne umwe aizwa zvichitairwa muririmi rake. \v 7 Uye wese wakachamiswa, wakafara, wachiti umwe na umwe: wona awa warikutaura, awasi wese magarirea?

1
02/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Isu tanzwa umwe na umwe achitaura muririme rwudu,ratakaberekwa naro? \v 9 Wapatio, Wedhia, Eramiras, wagare weMesopotamia, kuJudea, Kapadhokia, Pondasi, neEzhia, \v 10 Firigia, pamufiria, Igipita uye nezvimbo reRibhia, Waroma wasiri wemu, newajuda na prozerato, \v 11 na Kerete na Arabhu, uye tanzwa mumitauro yedu iwo wataura ukuru waMwari.

1
02/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Uye wese wachamisswa nekukaganisika, achiti umwe na umwe: Zvinorewei? \v 13 Uye amwe, kunyage zvakadaro, wakati: Iwo wamwa waini inotapira.

1
02/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Asi Petro, akamira pambere pewane gumi nomumwe, akasimudzira imzwi rake, akati: Warume majuda, wese wagare weJerusarema, izvi gazvisikanwe, uye izwai shoko rangu: \v 15 Nekuti awa awana kuraradza, semafugiro yenyu, dzichiri pfumbamwe magwanani kudai.

1
02/16.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 16 Asi izvi ndizvo zvakataurwa namuporofita Joere: \v 17 Zvichaitika kuti mazuwa yekupedzisira, Mwari anoti: Ndichadurura Mweya wangu kunyama yose, wana sikana newana kumana wachaporofita, uye majaya wachaona zviratidzo, uye wakuru wenyu wacharota hope;

1
02/18.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 18 Uyezve kune waranda rume newaranda kadzi, nezuwa iroro ndichadurora Mweya wangu, uye wachaporofita. \v 19 Uye ndichapa munana unodarika denga, nezviratidzo pasi penyika; ropa, moto, nekuboila kwewotsi;

1
02/20.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 20 Uye zuwa richawa rima, mwedzi seropa, risati rauya zuwa raIshe. \v 21 Uye suwa here kuti wese wachadanidzira zita raIshe wachaponeswa.

1
02/22.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 22 Warume waIsraeri, izwai mashoko aya: Jesu wenazareta, murume akabvumirwa na Mwari kwatiri, nezviratidzo, nemunana, nezviratidzo, Mwari yakaita pamberi pawo, kuti imi muziwo; \v 23 murume uwo akaiswa mumawoko enyu neurogwa uye nekuziya zvirimbiri kwaMwari, uye imi makamurowerera pamujijigwa muchibatsirwa nawanhu wakaipa uye makamuraya; \v 24 Naiye Mwari akamumutsa, achimubvisa mumarwadzo yerufu; zvakanga zvisigaite kuti abviswa naye;

1
02/25.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 25 Nekuti Dhavhidhi akati pamusoro pake: Ini mazuwa ose ndaiona Ishe pamberi pangu, nekuti iye arikurudye kwangu, kuti ini ndisabatwe. \v 26 Naizwozwo moyo wangu urikufara, uye rurimi rwangu ririkufara, uye mwiri wangu unozorora netariro.

1
02/27.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 27 Nekuti imi amusiye mweya wangu munyika yewakafa, amupe kune watswene wenyu, kuti usawore. \v 28 Imi ndimi makaita kuti ndiziwa dzira dzeupenyu; Imi munondizadza nemufaro pamberi pechiso chenyu.

1
02/29.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 29 Hama dzangu, ndingakudzei ndine chokwandikuti teteguru wedu Dhavhidhi akafa, akawigwa, uye nguwa rake richiri nesu kusvikira zuwa ranhasi. \v 30 Naizwozwo, kunyangwe arimuporopita, achiziwa kuti Mwari akamuwimbisa kuti aigadza umwe wezvizvrwa zvake zvizogara pachigaro chouse; \v 31 Achiona zviri mberi, akataura nezvikumuka kwakristu, kuti Mweya wake awona kusiwa kunyika yewakafa, kunyangwe nyika yake aina kuwona kuwora.

1
02/32.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 32 Jesu uwo Mwari akamumutsa; isu tese terezvapupu. \v 33 Naizwozwo, akasimudzirwa kurudye yaMwari, uye akagamuchira kuna Baba chipikirwa cheMweya Mutswene, akadurura izvi warikuwona warikuzwa.

1
02/34.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 34 Nekuti Dhavhidhi haana kukwira kudenga; asi, iye akati: Ishe wakati kuna Ishe wangu: Ngara kurudye kwangu, \v 35 Kusvira ndaisa wawengwi wangu pasi petsoka dzangu. \v 36 Ziwai nechokwandi umba yese yeIsraerai, Mmwri akaita Ishe Kristu iyewowo Jesu, wamakakumerera.

1
02/37.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 37 Uye iwo, wachizwa izvi, wakapatikana mumoyo mawo, uye wakati kuna Petro, amwe mawapostora: Tichaitei, hama? \v 38 Uye Petro akawati: zvindembei, babatidzai umwe na umwe muzita raJesu Kristu, kuti muregererwe zviwi zvenyu; uye muchagamuchira zvipo zveMweya Mutswene. \v 39 Nekuti chipikirwa ndechedu, newana wenyu newa wese warikure, kana kuti kunaMwari, Ishe wedu, wakadana.

1
02/40.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 40 Nemashoko majinji iye anopa zvapupu, wachikutsiurai, wachiti: Zviponesei parudzi rakaoma! \v 41 Nokudaro wagamuchira shoko nekuda kwakanaka wakababatidzwa; uye wakaponeswa muzuwa racho mweya unokwana zviuru zvitatu wakawedzirwa. \v 42 Uye iwo wakaramba warimudzidziso yewapostora, mukudzwanana, mukudya chigwa, nemuminamato.

1
02/43.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 43 Wanhu wese wakabatwa nekutya; minana mujinji nezviratidzo zvakatwa newapostora. \v 44 Uye wese waitenda wakanga wariwese, waita zvinhu zvese wakabatana. \v 45 Iwo waitegesa pfuma yawo yese, uye waigowana wese, nezvakanga zvene umwe ne umwe.

1
02/46.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 46 Uye wakaramba wakachinga nekubatana mukereke, wachipanana zvigwa umba ne umba, wariya wese nemufaro nechokwandi chemoyo. \v 47 Wachirumbidza Mwari, wachipa nyasha kwaari, wanhu wese wachitenda. Uye zuwa ne zuwa Mwari aiwedzera kereke kune waya waiponeswa.

1
02/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 2

1
03/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 3 \v 1 Uye petro na Johani wakakwira wese wachieda kutembere nguwa dzekunamata (panguwa dzepfumbamwe); \v 2 Zvino umwe murume akanga aberekwa arichirema kubva mudubu ramai wake, mazuwa ose waimuisa pamusowo wetembere, rainzi musowo wakanaka, kuti akumbire mare kune waya waipinda mutembere. \v 3 Iye paakaona Petro na Johani wachipinda mutembere, iye akawakumbira mare.

1
03/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 4 Uye Petro, akaramba akamutarira kwaari, wese na Johani, wakati: Titarire. \v 5 Uye chirema chakawatarira kwawari, achimirira kugamuchira chinhu kwawari. \v 6 Ipapo Petro akati: sirivha nendarama atina; asi chandiri nacho, ndinokupa: muzita raJesu Kristu, wenazareta, simuka, ufambe!

1
03/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Uye, wakamuba nerwoko rerwodye, wakamusimudza; ipona mukumbo ake akapora. \v 8 Uye iye wakajamba, akamira, akatanga kufamba, uye wakapida wese mutembere, achifamba, nekutamba, uye achikudza kwaMwari.

1
03/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Uye munhu wese wakamuwona achifamba, achirumbidza Mwari. \v 10 Iwo wakamuziwa, uwo ndiye aigara pamusowo rakanaka retembere achikumbira mare; uye wakachamisika nezvakanga zvaitika.

1
03/11.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 11 Uye chirema chakanga chaporeswa, akasvibata pana Petro na Johani, wanhu wese wakaenda kwaari wachifara kutsvimbo rainzi Birawera, raSoromoni. \v 12 Petro paakaona izvi, akapidura kune wanhu: ''Warume waIsraeri, munofarireiko izvi? kana kuti munotitarisereiko zvakanyanya kwatiri, kunge isimba redu raita kuti afambe?

1
03/13.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 13 Mwari waAbrahama, na Izake, na Jokobho, Mwari wababa wedu, wanokudza mwanakomana wake Jesu, uya wamakapa, pambere pechiso chaPirato uye makamuramba, kunyangwe wakatonga kuti amusiye. \v 14 Asi imi maramba kune Mutswene akatendeka, mukakumbira kuti mhundhi isiwe.

1
03/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 15 Imi pakauraya Mambo weupenyu, asi Mwari akamumutsa kubva kuwafi, uye isu tenozvipupura. \v 16 Nekuda kwekutenda muzita rake, zita rake rinotipa rusimbiso, uya kuti mumuziwe; uye kutenda kuripakati pake wakatipa utano wakanaka urimukati menyu mese.

1
03/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Yezvino, hama, ini ndinozviziwa kuti makaita izvi nekusaterera, kunge wakuru wenyu. \v 18 Asi Mwari akazadzisa zviya zvakataurwa nemuromo wewaporofita, kuti Kristu afanira kutambudzika.

1
03/19.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 19 Zvindebei, uye tendeukai, kuti zviwi zvenyu zvidzimiswe, ikauya nguwa ikuwaduswa kweushe waIshe. \v 20 Iye anotuma Jesu Kristu, uya akagadza nekuda kwenyu.

1
03/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 Anofanira kuramba arikudenga kusvikira nguwa yekuti Mwari awanduzve zvino zvose, zvaakataura pamusoro pewaporofita wake watswene, kubva pakutanga. \v 22 Nekuti Musise akati nababa wedu: Ishe, Mwari wenyu, pachasimuka pakati penyu umwe muporofita akaita kunge ini; iye munzwei zvaachataura. \v 23 Munhu wese asikanzwe achabviswa pakati pawanhu.

1
03/24.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 24 Uye newaporofita wese, kubva kuna Samuere zvichienda mberi, wese wakataura, kunyangwe waya warikutaura nguwa ino. \v 25 Imi muriwanakomana wemaporofita ne sugano yaMwari yakaita nababa wedu, achiti kuna Abrahama: Uye zvimbereko zvako zvicharopafadza rerudzi rwese repanyika. \v 26 Mwari, akamutsa mwanakomana wake Jesu, chikutanga akatuma mwamuri, kuti iye akoropafadzei: achikubvisai ummwe na umwe muzvakaipa''.

1
03/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 3

1
04/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 4 \v 1 Uye iye paakanga arimunewanhu, wakauya kwaari maprisita, newakuru wetembere, newasaduse, \v 2 wese wakashungurudzika nemadzidzisiro aita wanhu, uye wakadanira nezita raJesu kumuswa kwewakafa. \v 3 Uye wakaisa mawoko pamusoro pake, uye wakamuisa mutorongo kusvikira zuwa ramagwana, zvino nguwa dzakanga dzaenda. \v 4 Uye wajinji wakaswa shoko, wakatenda; waisvika zviuro zvichano pauwandu.

1
04/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Fume mangwana, wabati, wakuru newadzidzisi, newanoraira wakasagana mujerusarema; \v 6 Anasi muprisita mukuru aiwepo, uye Kayafasi, na Johani na Arekesanda, newakuru wese wemaprisita waiwepo. \v 7 Uye wakawaisa pakati, wakabvudza: nesimba ripiko kana kuti nezita ripiko yaita kuti muite izvi?

1
04/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Nokudaro Petro akazadza neMweya Mutswene, akawati: Imi wabati waIsraeri, \v 9 newakuru wewanhu, Kana nhasi tichibvudzwa kana tikaita pabasa rakanana kuchitonora, wakaporeswa naye; \v 10 kana muchisikanwa imi mose, newanhu wese waIsraeri, Nezita raJesu Kristu, wenazareta, uya wamaka kumerera, uya akamuswa na Mwari kubva kuwafi, nekuti uwo ndiye murume aripakati pedu.

1
04/11.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 11 Iyi ndiwo ibwe ramakachora pakati penyu, wanosimbisa; wakazowa musoro wekona. \v 12 Uye akusisina rimwe ruponesu; akuna rimwe zita pasi pedenga, kana kupowa wanhu, yatinogona kuponeswa naye.

1
04/13.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 13 Uye iwo, wachiona kusatya kwaPetro, na Johani; wachiziwa kuti wakanga wasina kudzidza, wakachamiswa; iwo wakasviziya kuti wakanga arinaJesu. \v 14 Uye wakanga wanaye murume akanga aporeswa, akanga asina chikutauya pamusoro pake.

1
04/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 15 Uye wachiwabvisa pakati pewotonge, wainetsa pachawo, \v 16 Wachiti: Tinoiteiko newarume awa? Nekuti panechiratidzo chawaita kwawari, wabatwa wese wagare weJerusarema, uye atikwanise kuzviramba. \v 17 Asi kuti nyaya iyi isasvike kure kune wanhu wakawada gatiwatiyitidzire kwaari, kuti wasadze munhu pamusoro pezita iri. \v 18 Uye akawadana, akawati kuti wasataure kana kudzidzisa zita raJesu.

1
04/19.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 19 Asi, Petro akapidura, ma Johani, wakati: Tongai kana zvakatendeka pambere paMwari kana muchinzwa kupfura Mwari; \v 20 Nekuti isu atimire kutaura zvatakaona kana kuti zvatakazwa.

1
04/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 Asi iwo, wakawa rambidza zvekare, apana chawakawona kuti wawarange, uye wakawasiya wachienda nekuda kwewanhu; wese waikudza mwari nezvakanga zvaitika. \v 22 Nekuti wakanga wari warume wakumi mana yewakaporeswa.

1
04/23.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 23 Uye iwo, pawakasiwa, wakauya wamwe wawo, wakawaudza zvese zvakanga zvataurwa newabati newakuru nemaprisita. \v 24 Iwo pawakanzwa izvi, wakasimuka wachiwirirana neinzwi raMwari, uye wakati: Imi muriMwari akasika denga nenyika, negungwa, nezvino zvese zvirihairi; \v 25 nekuda kweMweya Mutswene nemuromo wababa wedu Dhavhidhi muranda wenyu makati: ko seiko wahedeni wanotsamwa, uye wanhu nguwa yawo inopera pazvino zvisina nebasa?

1
04/26.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 26 Madzimabo yenyika wakasimuka, wakuru wakabatana panyaya yaIshe, nekuda kwemuzodziwa.

1
04/27.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 27 Nekuti wechokwandi wanomukira Mwakomana wake mutswene Jesu, uya wamakazodza, wakabatana, Herodi na Poncio Pirato, newahedeni newana waIsraeri. \v 28 Kuti waite zvese zvakatwa na mawoko nekupanguira kubva zvese zvakataurwa zvisati zvaitika.

1
04/29.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 29 Uye zvino, Ishe anotarira kutyisidzira kwawo, wanobatsira waranda wenyu, wachataura shoko renyu nekusatya; \v 30 Achiiisa muwoko ake kuti aporese, kuti paitike munana nezviratidzo nezita reMutswene manakomana wa Jesu. \v 31 Uye apedza kunamata, akaenda kutsvimbo yawakanga warivese, uye wese wakabatwa neMweya Mutswene, uye waitaura shoko raMwari newochinge.

1
04/32.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 32 Uye wajinji waitenda, wakanga wari wemunamato umwe ne mweya umwe; apana aitaura nezveupenyu wake kana pfuma yake, asi wese waigowana. \v 33 Uye nesimba guru wapostora waipupura nekumuswa kwaJesu Kristu; uye wese wakanga wakazadzwa nenyasha.

1
04/34.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 34 Nekuti pakanga pasin aitabudzika pakati pawo; nekuti wese wakanga wanezvino kana nyika, umba, waitegesa, wauya nayo mare yawategesa, uye waisa mumakombo wewapostora. \v 35 Uye waigorirana napakati pane zvinhu zvose.

1
04/36.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 36 Uye Josefa, aidainzwa nawapostora zita rekuti Bhanabhasi( tichizvidudzira zvairewa kuti mwanakomana weKukudzira), akanga arimuyembi, wekuChifra, \v 37 Iye akanga anemunda wake, akautegesa akaudza mare, pamakombo yewaposra.

1
04/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 4

1
05/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 5 \v 1 Kwakanga kune umwe murume, ainzi Ananiasi, na Safira mudzimai wake, akategesa pfuma yake. \v 2 Uye amaweka umwe mare, uye mudzimai wake aizviziwa; uye akauya nebichana achiisa mumakumbo yewapostora.

1
05/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Uye Petro akati: Ananiasi, nekuti Satani azadza moyo yenyu, kuti munyepere Mweya Muswene, uye akaweka imwe mare yepfuma? \v 4 Ko wakanga urisiwako here usati wategesa? Uye, pawakategesa, mare yakanga isiriyako here? wakataurirei imwe mumoyo mako? Hauna kunyepera munhu, asi Mwari. \v 5 Uye Ananiasi, achizwa mashoko aya, akadona akasiya kufema. Uye wajinji wakapatwa nekutya nezvawakanga wazwa. \v 6 Wakomana, wakasimuka, wakaenda naye kunze wakanomuwika.

1
05/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Shure kwamaawa anokwana matatu, mudzimai wake akapinda zvekare, akanga asinga ziwe zvaitika. \v 8 Uye Petro akati kwaari: Ndiudze ndiwo here mutengo wamakategesa nawo? Iye akapidura akati: ndiwo.

1
05/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Uye Petro akati: Matenderana seiko kuti muedze Mweya waIshe? awa waripamusuwo wabva kunowika murume wako, uye iwo zvikare wachakutora. \v 10 pakarepo akawira pasi, akasiya kupfema. Uye wakaomana, pawakapinda wakamusvikira akafa; wakamutora wakaenda naye panze wakanomuwika pamwechete nemurume wake. \v 11 Uye kereke yese yakabatwa nekutya, newese wakazwa zvino izvi.

1
05/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Wapostora wakaita zviratidzo zvijinji nemunana pakati pewamunhu. Uye wese wakanga wakatenda wakasongana paBirawira raSoromoni. \v 13 Asi kune amwe apana aida kuwongana nawo; nekuti wanhu waiwakudza zvikuru.

1
05/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Uye zuwa ne zuwa waitenda muIshe waiwedzera, Wajinji wakaita sewakadzi newarume. \v 15 Waiuya newanorwara wachiwaisa mugwadzi wakawawaridza pamubhedha nepahuke wachitira kune muvhuri waPedro uriwe pane wamwe wawo. \v 16 Uya nemaguta akanga aripedyo wajinji wauya kubva kuJerusarema, wachiuya newanorwara newanochadiswa neMweya yetsina, asi wese waiporeswa.

1
05/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Uye muprisita mukuru akasimuka, newese wakanga wanaye ( Ndiani akanga arinhengo dzebato rewasadhusi), iwo wakazadzwa negodo. \v 18 Uye wakaisa rwoko rwawo kunewapostora, wakawaisa mujeri.

1
05/19.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 19 Asi gerosi yaIshe, yakauya usiku, ikasarura makowa wejeri akawabudisa; uye akawaisa panzi, uye akati: \v 20 Endai muudze wanhu makamira mutembere mashoko aya yeupenyu. \v 21 Iwo, wachizwa, izvo wakapinda, mutembere makuseni, uye waidzidzisa. Asi wachiwona muprisita mukuru, wese waipinda nawo, wakauganidza dare guru ramakurukota, noungano yose yawakuro wewana waIsiraeri, wakawaendesa mujeri.

1
05/22.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 22 Asi wabate pawakauya, awana kuwawona mujerri; wakadzoka wachiparidza, \v 23 Wachiti: Isu takawona majeri akavharwa, uye wakachegetwa, newanochegetedza waripo pamusowo; asi patavhura atina kuwona munhu mukati.

1
05/24.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 24 Nokudaro muprisita mukuru, nemukuru wewarindiri wetembere, wakazwa mashoko aya wakakanganisika kuti chii chichazoitika. \v 25 Uye pakauya munhu, akati: Tarirai murumwe uya wamaisa mujeri arimutembere, kudzidzisa wanhu.

1
05/26.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 26 Pakakazvinzwa mukuru wewarindiri akabva aenda newabate wake, akawaon, asi aina kuita zvakaipa, nekuti watya kutema namabwe nawanhu. \v 27 Wakati wauya nawapostora wakawamisa pamberi pedare. Uye muprisita mukuru akawabvudza kwaari akati; \v 28 Atina takakuudzai kuti musasadzidzise zita iri here? Uye Jerusarema yese yazara nedzidziso iri, uye murikuda kuwodzisa ropa remurume uyo here!

1
05/29.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 29 Uye Petro, newapostori wakapidura wachiti: Tinofanira kuterera Mwari kukunda wanhu. \v 30 Mwari wana Baba wedu akamutsa Jesu, imi makamuuraya, uye makamukomerera pamuchijikwa. \v 31 Kuna Mwari Uwo tinomurumbidza nerwoko rerudye soMuchinda neMuponese, kuti ape Israeri kuzvidemba nekuregererwa zviwi zvedu. \v 32 Isu tirizvapupu zveshoko iri, neMweya mutswene, uye Mwari wanopa waya wanomuterera.

1
05/33.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 33 Iwo, wachinzwa izvi wakazadzwa wakashatirwa uye wakada kuwauraya. \v 34 Asi, akasimuka umwe mukuru wedare akanga arimufarisi, zita rake ainzi Gamarieri, mudzidzisi wemutemo, anoremekedwa newanhu wese, akaisa wapostora kunze kwenguwa pfupi.

1
05/35.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 35 Uye iwo wakati: Warume weIsiraeri, Tarirai isu, munomuiteiko murume uyo; \v 36 zuwa iri risati rasvika kwakasimukati Tudhasi, achiti munhu; wachaugana wanege mazana mana; uye wakaurawa, wese waitenda maari wakaparadzwa zvikaguma zvawa pasina. \v 37 kubva uwo pakasimuka Judas, wekugarerea, mazuwa yekuweregwa kwawanhu; akatugamirira boka rawanhu waida zvekupaduka; uye wese watenda maari wakaparadzwa.

1
05/38.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 38 Ikozvino ndinoti, ibvai pane warume awa, uye wasiyei; kana dzidziso nebasa rirewanhu, iwo wachaparara. \v 39 Asi kana riri raMwari, imi amuparare; kuti usazodzi warwisa Mwari.

1
05/40.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 40 Uye wakatenderana naye. uye akadaidza wapostora akawaruwa, wakawati wasataure zvekare zita raJesu; uye wakawasiya wachienda. \v 41 Nokudaro wakabuda pamberi pedare, wachifara nekuti wachorwa nezita rake. \v 42 Mazuwa ose mutemberi, nemudzimba,wakanga wasinga mire kudzidzisa Jesu Kristu.

1
05/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 5

1
06/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 6 \v 1 Nezuwa Iro, wadzidzi waiwedzerwa, mageriki waingunu'nira wajuda, chirikadzi dzaichorwa nekupa kwawaita chikafu.

1
06/02.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 2 Uye wanegumi wakadana wadzidzi wajinji wakati: Azvina kuna kuti tisiye shoko raMwari tiende patafura. \v 3 Naizwozwo hama dzagai wanhu wanokwana nomwe, wanekupopora kwakanaka, wakazadzwa neMweya Mutswene ne ziwo, tiwape basa iri. \v 4 Isu, tinoramba tiripaminamato nebasa reshoko.

1
06/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Shoko iri rakafadza wanhu wese wakasarudza, Sitefani, murume akanga anekutenda kwakakura neMweya Mutswene, na Firipe, Pirokorosa, Nikano, Timoni, Pamenasi, naNikorasiaibva kuwaAndioki. \v 6 akanga akatedeuka pamberi pewapstora; iwo wainamata, wakaisa mawoko pamusoro pawo.

1
06/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Shoko raMwari raikura uye wadzidzi waiwedzera wajinji wekuJerusarema; wajinji waprisita wachegetedza kutenda.

1
06/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Zvino Sitefani, akazadzwa nekutenda nesimba, aita munana nezviratizdo kune wanhu. \v 9 Zvino amwe akasimuka musinagoge, ainzi sinagoge rewakasunugurwa, cirineu, naArikisandria, wakanga wariweku Cirici ne wekuEzhia, wainetsana nekuda kwa Sitefani.

1
06/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 10 Iwo wakangawasinga kwanisane naye nekuti iye akanga aneruziwo ne Mweya waitaura maari. \v 11 Ipapo akakurudzira amwe arume, kuti watii: Isu tanzwa imwe uchituka mozisi na Mwari.

1
06/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Uye akamutsa moyo yawanhu nawakuru newanodzidzisa murairo; wakauya kuna Sitefani, wakamutora wakaenda naye kudare. \v 13 Wakapa zvapupu zvenhema, zvaiti: Murume uwo amire kutuka nekutaura mashoko pamusoro pezvimbo tswene nemutemo. \v 14 Nekuti isu tanzwa achiti Jesu weNazareta achaparadza tsvimbo iyi, uye wachachija zvatakapiwa na mozisi. \v 15 Zvino wese wakanga wakagara mudare, wakatzwisisa, wakawona chiso chake chaita sechegirosi.

1
06/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 6

1
07/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 7 \v 1 Iye akati kune mukuru wewaprisita; Zvino izvi ndizvo? \v 2 Iye akati: Hama wababa, inzwai: Mwari anobwenya akauya kuna baba wedu Abrahama, iye arikuMesopotami, asati akugara ku Hara; \v 3 Iye akati: Ibva munyika mako, nepanyika panababa wako, enda kunyika yandichakuratidza.

1
07/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 4 Nokudaro Iye akabuda munyika yeKaradhea, akagara paHara. Kubva ipapo, baba wenyu pawakafa, akaenda kunyika yake, yamunogara imi. \v 5 Mwari haana kupa nhaka maari, kunyangwe kubata kumobho; asi akamuwimbisa kuti achamupa pfuma, iye nezvizvarwa zvake, asati anekwana.

1
07/06.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 6 Mwari akati: Zvizvarwa zvako zvichawa watorwa, uye wachaitwa waranda wachatambudzika makore anokwana mazana mana. \v 7 Uye nyika yawachachandira ini ndichawatonga, (Mwari achitaura). kubva ipapo iwo wachabuda kuti waenda kunondichandira patsvimbo iyi. \v 8 Ipapo akana sugano yekutchetcheudzwa; akavhaabereka Isaka, akamutchetcheudzwa nezuwa resere; Isaka akabereka Jakobho, uye Jakobho wanegumi nawawiri.

1
07/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Nekuti madziteteguru, wakaitera godo Josefa, wakamutegesa kuigipita; asi Mwari wakanga wanaye. \v 10 Mubhu rematabudziko yese, wakamupa nyasha neuchenjeri pamberi paFaro; wakamuita mutongi weigipita ose, nemuzinda kwake ose.

1
07/11.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 11 Kwakauya nzara kunyika yese yeigipita neKenani, kukawa nekutambudzika kukuru; wababa wedu wakanga wasisina chikafu. \v 12 Asi Jakobho, paakanzwa kuti kuigipita kune zviyo, akatuma wanababa wedu pakutanga. \v 13 pechipiri, Josefa akasikanwa nehama dzake, Josefa aizikanwa na Faro.

1
07/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Uye Josefa anodaidzisa baba wake, nehama dzake dzose, wanhu wanomwana makumi manomwe. \v 15 Uye Jakobho akaenda kuigipita, iye akafa, nana baba wedu; \v 16 wakatorwa kuenda kuSikemu, wakamuendesa pakawigwa Abrahama, pamare, akanga akatenga wana wairi Amuri na Sikemu.

1
07/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Asi paakasvika nguwa yechisimbiso Mwari wakanga wakasimba Abrahama, wanhu wakawanda wakasara muigipita ose. \v 18 Pakasima wamwe mambo, wasina kuziya Josefa. \v 19 Akatanga kuchandisa wanateteguru wedu, wachitambudza wana baba wedu, kusvikira pakuramba wana kuti wasararame.

1
07/20.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 20 Mazuwa acho kwakaberekwa mozisi, akanga akanaka kuna Mwari, akachegetwa mwedzi dzinokwana dzitatu muemba yababa wake. \v 21 Uye paakasiwa, wana waFaro akamutora, akamucheteta semwana wake.

1
07/22.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 22 Uye mozisi akadzidziswa ruziwo rwose rewaigipita; akanga akasimba pabasa nepamashoko. \v 23 Paakakwana makore makumi mana yekumberekwa, wabatwa momoyo make chido chikuenda kunochanyira hama dzake newana waisraeri. \v 24 Paakawona umwe achitambudzwa zvisina kufanira, akamubatsira, akauya muigipita. \v 25 Uye iye aifunga kuti hama dzake dzichazwisisa kuti Mwari achamusunugura nekuda kwemawoko ake; asi iwo awana kuzvinzwisisa.

1
07/26.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 26 Awa mangwana, umwe airwa, akawonekwa naye, akaenda kunohananisa kuti imi muriwanhu amwechete munoitiranei zvakaipa? \v 27 Asi uya aitabudza umwe wake akamusukumidza, akati; urikuzviita mukuru kana mutongi kwatiri neiko? \v 28 Imwe urikuda kundiworaya, sezvo zuro wakauraya muigipita?

1
07/29.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 29 Nemashoko aya mozisi akatiza, akaenda kunogara kunyika inozvi Midhiani, akabereka wana wairi. \v 30 Pakaita magore makumi mana, imwe gerosi yakauya kwaari mugomo reZioni, mugwenzi raipfuta.

1
07/31.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 31 Mozisi, achiona izvi, akachamiswa nechiratidzo; achienda kuti anoona, inzwi raIshe rakauya kwaari, \v 32 Ini ndiri Mwari wana baba wako, Mwari waAbrahama, Mwari waIsaka, Mwari waJakobho. Uye mozisi akatya, aina kunyatso tarisisa.

1
07/33.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 33 Mwari akamuti: Bvisa changu dzako nekuti tsvimbo yauri itswene. \v 34 Ini ndaona kutambudzika kwewanhu wangu warikuigipita, ndazwa kuchema kwawo, ini ndadzika kuti ndiwasunugure; zvino iwe uya, ndichakutuma kuigipita.

1
07/35.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 35 Mozisi uwo, akaramba achiti: Ndiani akakuisa semukuru kana kuti semutongi, Mwari uwo ndiye akamutuma semukuru nemudzikinuri, namawoko yegirozi yakauya pagwenzi. \v 36 Iye akamutora akaenda naye kunze, akaita munana nezviratidzo munyika yeigipita, nemumugugwa dzvuku, nemurenje, nemakore makumi mana. \v 37 Uwo ndiye Muzisi akati kuwana waIsraeri: Ishe, Mwari wedu, wachakusimudzirai muporofita pakati pehama dzenyu, kunge ini; iye mutererei.

1
07/38.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 38 Akanga arimuungano yaiwa murenje pamwechete ne ngirozi akataura naye pagomo reSinai, nana baba wedu; akagamuchira mashoko mapenyu, kuti ape isu; \v 39 Uye wana baba wedu hawana kuda kuterera; asi wakaramba uye moyo yawo yakadzokera kuijipita; \v 40 Wakati kuna Aroni: Tiitirei wamwari, wachauya pamberi pedu; nekuti muzisi uyo akatibvisa kuijipita atiziwe zvamuwira.

1
07/41.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 41 Uye na mazuwa awo wakaita chimufananidzo chakaita semhuru, wakauya nechibayiro kwachiri wakachimberera, wachikudza chinhu chakaitwa na mawoko awo. \v 42 Asi Mwari akawafuratira, akawa kuti wanamate hondo yekudenga sezvakanyorwa mubhuku remuporofita: Wana waIsraeri, makadipa mubayiro yemuka dzakafa, uye mukabayira murenje nemakore anokwana makumi mana?

1
07/43.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 43 Makatakura matabhenakeri yaMorekiNyeredzi yaMwari wenyu Refani, chifananidzo chamaita kuti muchinamate; Naizvozvo ndichakuendesaiKuutapwa mberi kweBabhironi.

Some files were not shown because too many files have changed in this diff Show More