twx_1jn_text_reg/02/22.txt

1 line
205 B
Plaintext

\v 22 Ndiani munyepi kunze kouya anoramba kuti Djeso ndiye Kirisito? Ndiye anorambakirisitu, anoramba Bhabha uye noMwana. \v 23 Wese anoramba Mwana, aana Bhabha. Uya anotenda Mwana zvekare anoBhabha futi.