\v 11 Uye tchapupu nditcho itchi: kuti Mwari wakatipa upenyu usingaperi, uye upenyu watcho uri munuMwana Wake. \v 12 AnoMwana anoupenyu. AsinaMwana waMwari aana upenyu.