auto save

This commit is contained in:
Muleya Nkondo 2020-03-25 07:03:45 -04:00 committed by root
commit ae8ce42dda
221 changed files with 248 additions and 1 deletions

1
01/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 1 \v 1 Ndiko kutanga kweshoko lidonaka laJeso Kilisito, mwanakomana waMwali. \v 2 Sokunyohwa kwazvidoitiwa kuna mupolofita Isaya '''Talila, ndisakutumila nhume pambeli pako asakugadzililai nzila. \v 3 Kune dzinga louyo lilikukudana mulenje, 'Gadzilila nzila dzako udzilulamise.

1
01/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 4 Johani adouya kuzobhabhatidza mulenje nokupalidzila kunyikiwa nokutendeutsa noku lekela kwozvitema \v 5 . Wanhu wose wenyika yoJudha nawose weJelusalema wadoenda kwawali . Wose wakanyikiwa muhwizi Jolidhani . \v 6 Johane aisimila bhachi lomakushe engamela nokumanga bhande lodehwe aija hwiza nouchi hwesango.

1
01/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Adokuwilila asiti, ''Kuno asauya anosimba linopfula langu wandisinga kwanise kumanga kana kusudzura shangu dzake. \v 8 Ndisaku bhabhatidzai nomvula asi iye asakubhabhatidzai nomwoya mutsvene''.

1
01/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Izvo zvidoitika apo Jeso paadobva kuNazaleta muGalili ipopo Jeso adobhabhatidzidziwa naJohane muhwizi Jolidhani . \v 10 Ipopo Jeso paadobuda mumvula adoona denga lisivhulika mwoya ukadzika kwaali sonjiwa . \v 11 Dzinga lidobva kudenga, ''Uli Mwanalumbwana wangu wandineditsa .Ndinodada neiwe.''

1
01/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Ipopo mwoya udomulaila kuti abude mulenje. \v 13 Aiwa mulenje kwomazuva makumi mana asiyedzewa naSatani.Aiwa nomhuka dzoszngo, ipopo ngilozi dzidomuhwila.

1
01/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Mushule mokunge Johani asungiwa,Jeso adoenda muGalili adokuwilila shoko laMwali. \v 15 Adoti, ''Talilanyi nguva yazadzisiwa zvokale, zvokale hwumambo hwaMwali hwapadhuze. Tendeukanyi zvokale mutende pashoko.

1
01/16.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 16 Paifamba padhuze nopaGungwa leGalili, adoona Simoni na Andulu bhuti waSimoni asikanda utawa mugungwa, nokuti waiwa walauli wehowe. \v 17 Jeso adoti kwawali, \v 18 ''Huyai mundilondole zvokale ndisakuitai walauli wowanhu. Ipopo nokukulumbidza wadosiya mambule wakamutewela.

1
01/19.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 19 Apo Jeso padofamba zvishoma, adoona Jemusi mwanalumbwana waZebhedhia na Johane bhuti wake waiwa mugwati wasigadzila kombe. \v 20 Adowashedza uye wadosiya baba wawo Zebhedhia wali mugwati newalanda, wakanga wakumbila pakalepo wadomutewela.

1
01/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 Ipopo vadopinda muKapenamu, uye yaiwa Sabata, Jeso adoenda muSinagogi uye aipfundisa. \v 22 Wose wadoshamisiwa nokupfundisa, ainga asiwapfundisa semumwe munhu anomvumo uye asingaite sewanyoli.

1
01/23.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 23 Pakalepo mumwe mulume musinagogi aiwa nomwoya wetsvina adoshedzela \v 24 asiti, ''Tinoitenyiko newe, Jeso weNazaleta? Mauya kuzotipaladza hele? Ndineziwa kuti ndini yani. Ndimi Moga Mutsvene waMwali. \v 25 Jeso adolaila dhimoni akati, ''Iwe buda maali.'' \v 26 Mwoya udoipa ukabuda maali akalila nodzinga likulu.

1
01/27.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 27 Wanhu wose wadoshamisika wadobvunza pachawo. ''Chinyiko icho''? Kudzidzisa kutsva kuno mvumo! Anolaila mwoya idoipa uye inomulemekedza!'' \v 28 Ipopo nhau yake yakaenda kule kwosekwose mumatunhu wose eGalili.

1
01/29.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 29 Musule mokubuda musinagogi, adouya mumba manaSimoni na Andulu,pamwepo na Jemusi na Johane. \v 30 Ipopo amezvala waSimoni waifesuka nofivhili,uye vadoudza Jeso nokuda kwake. \v 31 Ipopo adouya akatola janja, akalisimudza : fivhili yakabuda, wakatanga kuwashandila.

1
01/32.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 32 Madeko iyayo zuwa isati yanyula,.wadouya kwaali nowose waihwala no wakagaliwa nomadhimoni. \v 33 Guta lose lainge lakaungana pamusuwo. \v 34 Adopolesa wazinji waifesuka nozvihwele zvidosiyana uye asibulitsa madhimoni,asi ailambidza madhimoni kuti asataule nokuti aimuziwa.

1
01/35.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 35 Adomukila kuseni, kwainga kuchili nolima: adobuda uye adoenda panzvimbo idonyalala ipopo akatanga kunamata. \v 36 Simoni nowose waainga anawo wasimutsvaga \v 37 .Wakamuwana uye wakati kwaali, '''Tose tanga tisikutsvaga.''

1
01/38.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 38 Adoti, ''ngatiende kumwewo,kule nokwakatendeledza maguta, ikoko ndinopalidza zvokale. Ndokusaka ndidouya kuno.'' \v 39 Adoenda muGalili mose, asipalidza muma sinagogi uye aibulitsa madhimoni.

1
01/40.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 40 Ano mapelembudzi adouya kwaali. Adomukumbila iye akati kwaali, ''Kana zvisibvila, ungandi chenese. \v 41 ''Asifamba notsitsi,Jeso adosimudza janja uye adomubata, adoti kwaali, ''Ndinobvuma, Chena. \v 42 ''Nokukulumbidza mapelembudzi adopela uye adochenesewa.

1
01/43.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 43 Jeso adomutsula zvidonyanya akamuendesa kule. \v 44 Adoti kwaali , ''Uve nochokwadi kuti usataule chelo kunani,asi enda,unozvilatidza pachako kuwa pilisita, uye unozvipila kuchenisiwa somulawo waMozisi, so chapupu kwawali.

1
01/45.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 45 Asi adoenda uye adotanga kupalidzila nhau kwose, zvidonyanya zvokuti Jeso anga asinga pinda muguta zvili pachena asi akagala munzvimbo dzidosalila. Ipopo wanhu wadolamba wasiuya kwaali vasibva kwose kwose.

1
01/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chikamu 1

1
02/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 2 \v 1 Adotiadzoka kuKapenamu kwapfula mazuwa mashoma, wakanzva kuti aiwa kumba. \v 2 Wanhu wazinji wadoungana naizvozvo painge pasina nzvimbo, nyangwe napamukowa, Jeso adotaula dzinga kwawali.

1
02/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Nokudalo wamwe wanhulume wadouya kwaali nomunhu adooma mutezo; wanhu wana wanga wadomutakula. \v 4 Pawakatadza kusvika kwaali nokuda kwoluzinji, wadoenda pamusolo poimba wadobvisa denga pamusolo paJeso, mushule mokunge wavhula gwanza,wadomudzikisa munhulume adopala mutezo akalala pabonde.

1
02/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Achinangala kutenda kwake, Jeso adoti kumunhulume adooma mutezo, ''Mwanangu, zvitema zvako zvalekelelewa. \v 6 ''Wamwe wanyoli waiwa wadogalapo wadofunga mumwoya mawo, \v 7 ''Senyi munhu uyu asilewa izvi? Anokwanisa kulegelela zvitadzo asi Dedza oga?''

1
02/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Nokukasika Jeso mumwoya make adoziwa zvawaifunga mumwoya mawo. Adoti kwawali, ''Senyi muchifunga izvi mumwoya menyu? \v 9 Ndochipi chidoleluka kuudza mulume adooma mitezo, 'Zvitadzo zvako zvalekelelewa' kana kuti' Simuka, utolebonde, lako ufambe'?

1
02/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 10 Asi mukulongeka munokwanisawo kuziwa kuti mwanakomana womunhulume ane masimba panyika okulekelela zvitadzo,'' \v 11 Ndinoti kwauli simuka, tolabonde lako, uende kumba kwako.'' \v 12 Adosimuka nokukasika adotola bonde lake, naizvozvo adobuda muimba napambeli pawanhu wose,wose adoshamisiwa nazvo wadopa lumbidzo kuna Dedza, iwo wadoti,'' Hatisati taona zvakadanyi .''

1
02/13.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 13 Adobudazve adoenda nehwizi,chaunga chidouya kwaali,iye adowafundisa. \v 14 Painge asipfula adoona mwanakomana waLevi mwana waAifayasi adogala muimba yawatelesi adotikwawali, ''Nditeleyi. '' Adosimuka iwo wakamuteela.

1
02/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 15 Jeso waiwa aija muimba yaLevi watelesi wazinji nawatadzi waija wose nawafudzi wake, waiwawazinji waimutewela. \v 16 Wanyoli ,waiwawafalise,wadoona Jeso asija naatelesi nawadzidzi ,''Wadobvunza senyi asija nawatadzi nawatelesi?''

1
02/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Jeso padozvinzva izvi adoti kwaali ,''Wanhu wadosimba mwoyo nemunyama wasingade dhokotela, ;asi wadofesuka wanomuda.Handina kuuya kuzodana wadolulama asi vatadzi.''

1
02/18.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 18 Naizvozvo wafudzi waJohani nawafalise wainge wasitsanya, Wamwe wanhu wadoti kwaali,''Senyi wadzidzi waJohani wasitsanya nawadzidzi wawaFalise ?'' \v 19 Jeso adoti kwawali,''wanhu wanouya kumuchato wanotsanya kana muchati achipo? Kunyangwe zvazvo wanemuchati hawatsanyi.

1
02/20.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 20 Asi nomazuwa anotewela muchati abvisiwa kwawali,mumazuwa iwawo, wasatsanya. \v 21 Hapana munhu anosona mucheka utsva pane chitsalu.Naizvozvo hapana chigamba chinobvaluliwa kubva kwachili,asichitsva kunechitsalu.

1
02/22.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 22 Hapana munhu anoisa waini itsva muhombodo tsalu.Munokwanisa kulasikiliwa nezvose waini nehombodo.Waini itsva inoisiwa muhombodo itsva.''

1
02/23.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 23 Pazuwa lesabata Jeso adoenda nomukati nomukati nomunda wezviyo, naizvozvo wapfudzi wake wadotanga kunhonga zviyo. \v 24 WaFalise wadoti kwaali, ''Nangala, senyi mukuita zvinhu izvi zvisilizvo pazuwa leSabata?''

1
02/25.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 25 Adoti kwali, ''Mudombowelenga zvidoita Dhavhita paidalubatsilo uye anenzala- iye nawalume waaiwanawo- \v 26 kuenda kwadoita kuimba yaMwali Abiata waiwa mukulu wemapulisita, wadoja chingwa chehuwepo, icho chaisatendelewa kujiwa newamwe kunze kwamapulisita, adopawo wamwe waiwanawo?''

1
02/27.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 27 Jeso adoti,''Sabata lidogadziliwa nawanhu wadosiyana, kwete wanhu paSabata.' \v 28 Naizvozvo mwanakomana womunhu ndiDedza,nyangwe paSabata.''

1
02/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chikamu 2

1
03/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 3 \v 1 Zvekale Jeso adopinda musinagogi, ipapo paiwa nomunhulume adokokonyala janja. \v 2 Wamwe wanhu waimutalisa nopadhuze kuti angapolesewa pasabata kuti wazomuposa mhosva.

1
03/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Jeso adoti kumulume adokokonyala janja, ''simuka umilepano pakati powamwe wose.'' \v 4 Adotikuwanhu ,''zvinobvumidziwa kuti muite chakanaka pasabata kana kuita chinokuwadza,kupa hupenyu kana kubaya?'' Asi wadonyalala.

1
03/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Adonangala kwawali noukali, ipopo adohwadziwa nokuomalala kwomwoya yawo, ipapo adoti kwaali, '''Tambanudzayi janja lako .''iye adotambanudza likadzoseleka \v 6 .Ipopo wafalise wadobuda pakalepo wadotanga kulonga nawaHelode kuti wangamupunze senyi

1
03/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Ipopo Jeso, nawafudzi, wadoenda kugungwa, uye chaunga chowanhu chidozomutewela kubva kuGalili noJudea . \v 8 Nokubva Jelusalema nokubva Ldumea nemhili Jolidhani nokutendeledza Tile neSidoni, pawadonzva zvaaitiwa, chaunga chikulu chidouya kwaali.

1
03/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Adoudza wafudzi wake kuti watole kagwati kadoko kadomilila nokuti chaunga, chisazomumbunyikidza . \v 10 Nokudalo adopodzoka wazinji, naizvozvo wose, wainzva kubatikana wadoenda kwaali wachida kamubata.

1
03/11.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 11 Pose paainangaliwa nomwoya, idopa, yaiwapambeli pake uye adolila asiti, '' Ndiwe mwanakomana waMwali .'' \v 12 Adowaunza kuti wasaite kutiaziwiwe .

1
03/13.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 13 Adokwila mugomo uye ,adoshedza wose waimuda, uye wakauya kwaali . \v 14 Adotendekedza wane gumi newawili (iwawo waadoti wadzidzi ) iwawo waizowanawo waaizotuma neshoko \v 15 ,nokuwa nosimba yokubudisa mwoya idoipa. \v 16 Adonongedzela wanogumi newawili Simoni ainzi Pita;

1
03/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Jamusi mwana waZabhedhi, naJohani bhuti waJemusi, uyoadopiwa zita Bonangesi, ndokuti, mwana wokupenya, \v 18 naEndulu, Filipa, Bhatomiyasi, Tomasi, Mateyo, Jemusi, mwanakomana waAlufasi, Tadias, Simoni muZiloti, \v 19 uye Judhasi Isikalioti uyo adozomupandukila.

1
03/20.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 20 Ipopo adozoenda kumba, chaunga chidodzoka chose kamu, zvidozoita kuti wazotadza kuja chingwa. \v 21 Mhuliyawo paidozvinzva nozvazvo, wadoenda kamutola , nokuti wakat, '' Anopenga.' \v 22 'Wanyoli wadodzika wasibva Jelusalemu wadoti.'' uyu adogahwa neBelizabal'' Mukulu womadhimoni anotandaidza madhimoni.''

1
03/23.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 23 Jeso adowasheedza kwawali asitaula kwawali mumafanikiso,'' Satani ahangabvise Satani? \v 24 Kana humambo hukapatsanuliwa, humambo ihoho haumile. \v 25 Kana imba idozvipatsanula pachayo , imba yakaleyo haingazomili.

1
03/26.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 26 Kana Satan adozvisimudza adozviwenga pachake haazokwanisa kumila, asi kuenda kumapeto . \v 27 Asi hapana angapinde mumba momunhu anosimba akamubilazvinhu zvake asinakumusunga, ipopo angapaladza imba yake.

1
03/28.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 28 Zvokwadi ndinotaula kwauli, zvitema zvako zvose mwanakomana womunhu zvichalegelelewa, \v 29 Asi wose anoshola achipikisa mwoya Mutsvene ahambolegelelewa asi imhosva yechiwi chisingagume,'' \v 30 Jeso adozvitaula nokuti adolewa,'' asi anemwoya idopa.''

1
03/31.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 31 Zvino amai wake nanabhuti wake wadouya wakamila panze.Wakamutumidzila nhume kwaali. \v 32 Chaunga chakanga chidogala chidomutendeledza chidoti kwaali,'' amai nabhuti wakowali panze , walikukutsvaga.''

1
03/33.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 33 Adowapindula kuti,'' Ndianiko amayi nababa wangu?'' \v 34 Adotalisa achitendelela kune wose wainga wakagala mumudendeledzwa akati , ''Nangalayi pano ndipo pana amai nanabhuti! \v 35 Kunawose wanoita basa laDedza, iwawo ndiwowana bhuti nanasisi, uye naamai.''

1
03/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chikamu 3

1
04/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 4 \v 1 Ipapo adotanga kufundisa kumhela kegungwa, chaunga chawanhu chakaungana chakamukombeledza. Iye adopinda mugwati laiwa pamhela pegungwa adogala pasi mukati . vanhu vose vaiwa kumhelakwegungwa \v 2 . adovadzidzisa zvinhu zvizhinji mufanikiso, muhufundisi hwake, izvi ndizvo zvadotaula kwaali.

1
04/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Nzvitsitsayi! Mulimi adoenda panze gwajala mbewu . \v 4 Painge achijala ,dzimwe mbeu dzakadonhela munzila, shili dzokudenga dzikauya dzikaja. \v 5 Dzimwe mbewu dzidowila padandale padombo, paiwe pasina dhaka lakawanda.dzidomela, dzikatsva nekuti paiwa pasina dhaka lakawanda.

1
04/06.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 6 Asi zuva palidobuda, zvilimwa zvose zvidotsva , nokuti zvaiwa zvisina midzi,zvidooma. \v 7 dzimwe zvidowila mubanzi , mubanzi idokula ikadzivhunga ipapo hadzina kubeleka zvibeleko.

1
04/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Dzimwe mbewu dzidowila muvhu lakanaka dzidobeleka zvibeleko dzikakula dzikawedzela makumi-matatu. Makumi-matanhatu, kuzvika pazana." pakalepo adoti \v 9 ,"Anenzewe dzokunzva, ngaanzve!"

1
04/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 10 Jeso painge aliwoga , awo waiwa padhuze pawo wanegumi nawawili wadomubvunza pamusolo pemufananidzo. \v 11 Iye adoti kwaali , kwauli udopiwa zvilatidzo humambo waDzedza .asi kuneawo walikunze zvose zvili mufanikidzo, \v 12 naizvozvo nangala , iye akanangala,hawoni, wanonzva hongu wanozva,asi havanzvisise, asiwakatendeuka Dzedza achawalekelela".

1
04/13.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 13 Adoti kwaali, "Hamunzvisise mufanikidzo?Muchanzvisisa mufanikidzo yose hele? \v 14 Mujali adokusha shoko. \v 15 Izvi zvanga zvili munzila makakushiwa shoko. Pawanonzva, Dhiabhulosi anouya nokukasika anotola shoko langa lakakushwa mawali.

1
04/16.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 16 Idzi ndidzo mbewu dzakakushiwa padhaga leluwale, pawanonzva shoko pakalepo wanoligamuchila nomufalo. \v 17 Asi halina kuisa midzi kwawali, Asi wanoshingilila.Mushule mokushunguludziwa nekumanikidziwa pakasimuka shoko, nokukasika likadonhela pasi.

1
04/18.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 18 Ipapo wamwe wakakushiwa mubanzi.Ndiwo wanonzva shoko, \v 19 asi nekuda kwezvenyika nezvinouya, Upfumi nezvishuwo nezvimwe zvinhu zvinopaladza shoko. \v 20 Izvo zvidokushiwa padhaka lakanaka, wamwe adonzva dzinga wakalitambila likabeleka zvibeleko makumi-matatu netanhatu kana zana.

1
04/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 Jesu adoti, "Ungaunza mwenje mukati meimba kuti muise mudengu kana kuti pasi pemubhedha?Unounza uye unoisa pachitsigiso. \v 22 Chose chidowanzika hachizikamwe, Hakuna chidowanzika chisingabude pachena. \v 23 Kana pane anenzewe dzokunzva ngaanzve.

1
04/24.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 24 Adoti kwawali, Tetekelayi kune zvamunonzva,zvipimo zvamoshandisa zvichashandisiwa kwamuli, uye zvizhini zvichatutsiliwa kwauli. \v 25 Nokudalo iye achapiwa zvizhinji.

1
04/26.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 26 Adoti, Umambo waDedza udofanana namunhu adojala pambewu padhaga. \v 27 Anolala mausiku achimuka makuseni, uye zvilimwa zvinokula nyangwe asingazive kuti zvakula sei. \v 28 Nyika inobeleka zviyo yoga : \v 29 Kana zvilimwa zvaibva, anokasika kutumila jeko goho lisati lasvika."

1
04/30.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 30 Pakale adoti ,Tingaenzanisa humambo waDedza kana mufanikidzo up iwatingashandise? \v 31 Zvidofanana nambewu yamastadhi, kana ichinge yajaliwa, ndiyo mbewu iduku pana dzsese mbewu dzose dzapanyika . \v 32 Asi ,kana ichinge yajaliwa, inokula kupinda mbewu dzose mumunda,inoita mabasi makulu, ne shili dzedenga dziita madele yadzo makale.

1
04/33.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 33 Namifananidzo idowanda adotaula dzinga kwaali , nepawaikwanisa kunzvanapo, \v 34 haana kukwanisa kutaulanawo pasina mufananidzo. Asi painge aliyega, adotsanangula zvose kuwadzidzi wake.

1
04/35.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 35 Pazuva ilelo, padozvika maulo, adoti kwawali, "Ngatiyambukilenyi kumhili." \v 36 Wadosiya luzinji, vadoenda naJeso, sezvaanga, mugwa. Paiwe nemamwe magwa aiwatewela. \v 37 Ipapo padomuka dutu laipenga chaizvo, uye mafungu yaipinda mugwa nekudalo igwa lange lazala ne mvula.

1
04/38.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 38 Asi Jeso pachake ange ali kumashule, adolala pamucheka. Wadomumutsa, wachiti, "Mudzizdisi, hamuna chido nesu tawa kupfa? \v 39 'Adomuka, adodziwisa dutu, akati kugugwa, "Lunyalalo!Tonhola " Dutu likadzikila, kukawa nekunyalala kukulu.

1
04/40.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 40 Adoti kwaali, "Senyi mukucha? Hamuna kutenda?" \v 41 Wakabatiwa nekucha wakati kune mumuwe nemumwe, "Mbani uyu,kunyangwe ne dutu le gungwa linomutelela?

1
04/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chikamu 4

1
05/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 5 \v 1 Vadoyambukila kumhili kwegungwa, kusvimbo yeGenesanesi. Jeso achibuluka mugwa. \v 2 Pakalepo padosvika munhulume kubva mumanda waiva nemoya wakaipa.

1
05/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Munhulume aigala mumakuwa. Hapana aimukona, kunyangwe kana nengetani. \v 4 Waimbomusunga ne tambo ne nngetani, Waigwata ngetani ne tambo zvikapalala.Hapana waiita simba lekumusunga.

1
05/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Aigala wusiku na masikati mumakuva ne mumakomo, aigala achichema achizvicheka -cheka namatombo akapinza. \v 6 Padoona Jeso ali chinhambwe , adomhanya kwaali akandogwadama kwa iye.

1
05/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Adolila nadzinga likulu, Ndaita tini nemi , Jeso, Mwanalumbwana wakumusolo waDedza? Ndikukumbilanyi na Dedza pachake,musandihwadzise." \v 8 Ailewa kawali achiti, "Bulika mwaali mulumeyu, iwe moya wakuipa."

1
05/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Adomubvunza, "Ndiwe ani zita lako?"Adomupindula , "Zitalangu ndini LIgiyoni, nakuti tidowanda." \v 10 Ado mugwigwilila futi nafuti alege kumudzinga munzvimbo.

1
05/11.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 11 Pakalelepo paiwa nahumba dzaipfuwiwa paduze ne gomo, \v 12 idomugwigwilila iye, kuti, Tipinzeyi muhumba: Ngatipindeyi madzili." \v 13 Adoitendela :moya wakaipa udobulika ndokupinda muhumba, dzidomhanya dzichidzika gomo kupinda mugungwa, chulu chiwili chehumba dzidowila mugungwa.

1
05/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Pakalepo anyakuchengeta humba adotizila kuenda kwalewa zvange zvaitika ku guta na mumamisha, wanhu wadubuda kuuya kuzoona zvakange zvaiitika. \v 15 Wadouya kuna Jeso ndokuwana munhulume wamoya wakuipa , uyo wainge adopotelewa na moya wakuipa Ligiyoni, adogala ipopo, wamupfekedza njele dzaunzila: wadobatiwa nakucha.

1
05/16.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 16 Kuna wadoona zvidoitika panyakupotelewa munhulumeyu adowaudza zvidoitika zvachokwati, adotaulawo zvideitika ku humba \v 17 .Wadotanga kumugwigwilila kuti abulike munzvimbo yakaleyo.

1
05/18.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 18 Paadopinda mugwa, nyakupotelewa munhulumeyu adokumbila kuti ayende naye. \v 19 Jeso haana kumutendela, atodi kwaali,"Enda kumba kwako naku hamadzako uvaudze kupodzewa kwawaita na Dedza, na ntsisi dzawaitiliwa." \v 20 Pakalepo adobilika ndokuenda akunotaula paDecapolisi zvikulu zvadoitihwa na Jeso, zvikashamisa wanhu wose.

1
05/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 Asi Jeso adoyambukila mhili kwegungwa ali mugwa, chaunga chizinji chidomukombeledza, ali pamhela pegungwa. \v 22 Mubodzi wawakulu we sinagogi wainzi Jailosi adouya, padomuona, adowila pasi patsoka dzake. \v 23 Ado mugwigwilila na kumugwigwilila,adoti, "Mwanasikana wangu muduku ava paduze nakupfa. Ndinokumbilanyi, muuye mumutulike janja paali kuti apole na kulalama." \v 24 Pakalepo adoenda naye, luzhinji lidomulondola wakamumanikidzila wadomukombeledza.

1
05/25.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 25 Zvino pakalepo paiwe nomunhukadzi waibilika gazi kwemakole gumi na mavili. \v 26 Adotambudzika nakupedza madokotela na zvose zvaiwanazvo, asi panakuti apole zvaitonyanya kuwedzela. \v 27 Paadonzva ne zva Jeso , adouya pedyo naye ali muluzhinji ndokubata hembe yake.

1
05/28.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 28 Apo adoti, "Ndikabata hembe yache , Achandipodza." \v 29 Paadomubata,kubulika kwegazi kudomila, adonzva kuti mumuvili wache wapola kubva mumadzudzo yache.

1
05/30.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 30 Jeso pakalepo adonzva kuti simba lake lapela paali. Adotendeukila kuluzinji nokuti,"Mbani wabata hembe yangu?" \v 31 Adzidzi adoti kwaali, "Mukoona kuti pana luzhinji akukudzvinyidzilayi adokupoteledzayi, imi moti, "Mbani wakubatanyi?" \v 32 Asi Jeso ado cheuka kutailisa kuti aone adoita izvozvo.

1
05/33.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 33 Munhukadziyu , achiziva zvidoitika paali , adocha na kukugwagwadza. \v 34 Adouya ndokudonhela pasi ndokumuudza chokwadi pazvose. Adoti kwaali, "Mwanasikana,kutenda kwako kwakupolesa. Yenda mulugale uye uponesewe mumadzudzo yako.

1
05/35.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 35 Painge achili kutaula, wamwe wanhu wadouya kubva kumukulu wesinagogi, wachiti, "Mwanasikana wenyu wapfa.Ndawayeyi ulikumunetsa mudzidzisi ne zvazvo?"

1
05/36.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 37 Asi apo Jeso adonzva nhau iyi ichitauhwa, adoti kumukulu we sinagogi, "Leka kucha.Tenda chete". \v 36 Haana kutendela wamwe kuti wamupelekedze asi kunze kwa Petulo .Jemusi, na Joni, hama ya Jemusi. \v 38 Wadosvika kumba kwemukulu we sinagogi wakaona wanhu wachiita luzha lukulu:waichema ne kuungudza zvikulu.

1
05/39.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 39 Paadopinda mumba,adoti kwaali, "Mudogumbukileiko uye mukusvimheyi? Mwana haana kupfa asi adoenzela." \v 40 Wadomuseka. Asi wakabulitsa vose panze akatola baba wemwana na amayi nawakange ainawo, akapinda painge padolala mwana.

1
05/41.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 41 Adobata gwanja lomwana adoti kwaali, "Talita, kuumi!"zvichidudziliwa kuti,"Musikana muduku, Ndinoti kwauli, muka." \v 42 Pakalepo mwana akamuka ndokufamba[ ainge anamakole gumi namawili yekubelekwa]. Pakalepo wadoshamisiwa ne kugutsikana kunoshamisa zvikulu. \v 43 Adowatsimikidza kuti zvilege kuziikamwa nawani zvache.Adowaudza kuti wamupe zvinhu zvaangaje kuti aje.

1
05/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Mako 5

1
06/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 6 \v 1 Adobuda imomo akadzokela kumba kwawo, uye wafudzi wake wadomutewela. \v 2 Padosvika Sabata, adopfunditsa musinagogi. Wanhu wazinji wadomunzva wadokachamidziwa.Wakati, ''Adowana kupi dzidziso idzi?'' ''Hwuchenjeli hwudodai adohwuwana kupi?'' ''Ndoipi munana yaanoita nomanja?'' \v 3 ''Haasi muwez i, mwanakomana waMalia uye bhuti waJemusi naJosesi uye Judhasi naSimoni? Wana sisi wake hatisi nawo pano? ''Wadogumbukihwa na Jeso.

1
06/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 4 Ipopo Jesu adoti kwawali, ''Mupolofita haangatadze kukudziwa, kusala muguta make uye nemuhama dzake uye muimba make.'' \v 5 Aisagona kubata chelo basa lidonaka asi adotulika manja pamusolo powaifesuka uye adowapodza. \v 6 Adoshamisiwa nokusatenda kwawo. Adobva aenda achitendelela nomumamisha asipfundisa.

1
06/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Adodeedza wane gumi newawili uye akatanga kuwatumila wawili wawili, uye adowapa mvumo pamusolo pomweya idoipa, \v 8 uye kuti wasatola chelo chinyi pahwendo, kusala kwotsvimbo _ kana chingwa kana hombodo, kana mali mumabhande_ \v 9 asi kuti wapfeke shangu uye wasasimila nguwo mbili.

1
06/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 10 Adoti kwawali, ''Pose pamusazopinda mumba, lambai mulimo kusvika mabulika. \v 11 Kana kunolimwe guta lisina kukutambilanyi kana wasina kukutelelanyi, kana mabulika panzvimbo, zunzanyi guluwa mutsoka dzenyu sochapupu kwawali.''

1
06/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Wadobuda wakanokuludzila wanhu kuti wanofanila kutendeuka. \v 13 Wadobuditsa madhimoni,uye wadozodza wanhu waifesuka nomafuta uye akawapodzeka.

1
06/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Mambo Helodhe pawadonzva, zvaJeso' zita lake kuti lanyanya kuziwikana.Wamwe waiti, '''Johani Mubhatidzi wamuka kuwadopfa, ndiko kusaka minana inosimba ili kushanda maali. \v 15 ''Wamwe waiti, ''ndiElija. ''Asi wamwe waingoti, ''Mupolofita, somumwe wapolofita wenguwa inouya.

1
06/16.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 16 Asi Helodhe paadozvinzva adoti, ''Johani, wandidodambula msolo, kuti amuka.'' \v 17 Nokuti Helodhe adotuma kuti Johane asungiwe uye kuti avhalihwe mujeli nomhaka yaHelodhiasi {munhukadzi wabhuti waFilipi}, nokuti ainga amuloola.

1
06/18.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 18 Nokuti Johani adoudza Helodhe, ''Hazvisi pamutemo kwauli kuti utole munhukadzi wabhuti wako. \v 19 ''Asi Helodhiasi adoita chigumbu naye uye adoda kumubaya, asi haana, \v 20 nokuti Helodhe aicha Johane, aiziwa kuti aiwa adotendeka uye aiwa adolulama, Kumutelela kwakaita kuti wakanganisa,waisada kumunzwa.

1
06/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 Ipopo zuwa lidolingana lakasvika Helodhe aiwa nebhavadhe lake uye akakadzilila kuja kwemadeko kwowanomutewedzela nezvo wakulu womauto uye watungamili wo Galili. \v 22 Mwanasikana wa Helodhiasi adouya pachake akatamba kwawali,uye adolumbidziwa naHelodhe newaenzi wake. Mambo adoti kumusikana, Ndikumbile chelo chauneda uye ndisakupa.''

1
06/23.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 23 Adopika kumwanasikana asiti, ''Chose chausakumbila kwandili, ndisakupa, kusvika kuchikamu chehumambo hwangu.'' \v 24 Adoenda kuna amai wake, ''Ndinokumbilenyi kwaali?'' Adoti , ''Musolo musolo waJohani Mubhabhatidzi.'' \v 25 Ipopo nokukulumbidza adodzokela kuna Mambo, iye adobvunza, asiti, ''Ndinoda mundipase, izvozvi , musolo waJowani muBhabhatidzi pandilo yechimuti.''

1
06/26.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 26 Chelo zvazvo zvidoshunguludza Mambo, haizogona kulamba chikumbilo nokuda kwokupika kwawakaita uye newaiwa wakakakoka. \v 27 Nokudalo mambo adotuma mauto kuno waimuchengeta uye wakulu wemauto kuti wauye nomusolo waJohane. Wachengeti wakaenda uye wakamugwata musolo wake. \v 28 Adouya nomusolo uli mundilo akaupa kuno musikana, uye musikana adoupa amai wake. \v 29 Ipopo wadzidzi wake pawadozvinzva izvozvo, wadouya uye wadotola muwili wake wakauisa muguwa.

1
06/30.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 30 Wapfundisi pawadouya pabodzi naJeso uye wadomuudza kuti zvose zvawanga waita uye kudzidzisa. \v 31 Ipopo adoti kwawali, ''' Huyai pachenyu panzvimbo mulenje uye mupumhule kwokanguwa.'' Nokudalo wamwe waiuya wamwe wasienda, uye waiwa wasina nguwa yokuja. \v 32 Nokudalo wakabuda wali mugwati wasienda munzvimbo yomulenje pachawo.

1
06/33.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 33 Asi pawadomuona wasibva kwawali wazinji wakawaziva, uye wakamhanya pabodzi notsoka dzawo mumaguta ose, wakawatangila kusvika. \v 34 Pawadosvika mumahombe_kombe, adoona chaunga uye adovanzvila tsitsi nokuti waiita so hwai dzisina mupfudzi. Nokudalo akatanga kuwapfundisa zvidowanda.

1
06/35.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 35 Nguwa paidopela, wadzidzisi wadouya kwaali uye wadoti, ''Iyi inzvimbo yomulenje uye nguva yatopela. \v 36 Watumeyi waende kule nokudalo vanoenda munzvimbo dzili mumaluwa nomumamisha kuti vanozvitengela chelo chokuja pachawo.''

1
06/37.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 37 Asi adowapindula uye wakati kwawali,''' Wapasei chelo chokuja,'' Iwo wakati kwaali, ''Ngatiendei uyetinotenga mazana mawili edhinali anokwana zvingwa uye muwape kuti waje?'' \v 38 Adoti kwawali, ''Mune zvingwa zvingani? Endai munoona.''Pawakano talisa, wakati, Zvingwa zvishanu ne howe mbili.''

Some files were not shown because too many files have changed in this diff Show More